Bhora mutambo

14 Jun, 2019 - 00:06 0 Views
Bhora mutambo

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze  kuti mutambo uripo pakati peHighlanders neDynamos FC nemusi weSvondo kuBabourfields Stadium, kuBulawayo uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waiveko svondo rapera pakati peCAPS UNITED neHerentals FC.

Mumutambo uyu, CAPS UNITED yakarakashwa 3 -1.

Collin Pazanga – CAPS UNITED 1 Herentals 2.

0714 229 432 – CAPS 2 Herentals 0.

0718 416 155 – CAPS 2 Herentals 1.

Ba Iscor Wellaz Chigwende, Harare – 0784 326 624.

Robert James, Goromonzi – Herentals 0 CAPS UNITED 1.

Calvin Makiwa, Glen norah, Harare – CAPS 3 Herentals 0.

Livingstone Ruswa, Mutare – CAPS 3 Herentals 1.

Ndini Promise “Proda” Murumbi wekuSolomio, kuRuwa – CAPS 3 Herentals 1.

Tendai Nyikadzawanda – CAPS UNITED 2 Herentals 1.

Tendayi Kaseke, Zengeza 2, Chitungwiza – CAPS 2 Herentals 0.

Joshua Parwaringira, Norton – CAPS UNITED 2 Herentals 0.

Trymore Makura – CAPS 2 Herentals 2.

Share This:

Sponsored Links