Bhora mutambo

04 Oct, 2019 - 00:10 0 Views
Bhora mutambo

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo uripo pakati peZPC Kariba neFC Platinum nemusi weMugovera kuNyamhunga Stadium uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi dzimwe mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo weChibuku Super Cup waiveko pakati Dynamos neHighlanders nemusi weSvondo wadarika kuNational Sports Stadium.

Mumutambo uyu, Highlanders yakahwinha 1 – 0.

From Kurauwone Witu, Mukwasi Mhazi, 15/1 Mbizo, Kwekwe – Dynamos 2 Highlanders 1.

Ziko, Besa – Dynamos 1 Bosso 3.

Daniel Chazimbwa, Mt Darwin – Dynamos 1 Highlanders 2.

Mark Kambuzuma paGlen Norah, Hre – Dynamos FC 1 Highlanders 2.

C Masia, Mbare, Harare – DeMbare 2 Highlanders 0.

Lamion Chauta, Ushewekunze, Harare – Dynamos 2 Highlanders 1.

Leox Mcony paPatchway Venture Mine – Denamo Dembare 2 Bosso 1.

0774 945 494 – Dynamos 2 Highlanders 1.

From Jerry Kashiri, 0773 019 167 – Mutambo  weChibuku Super Cup uripo pakati peDynamos neHighlanders nemusi weSvondo kuNational Sports Stadium uchapera seizvi Dynamos 1 Highlanders 2.

Collin Pazanga – Dynamos 1 Highlanders 2.

Fadzanai Kedha Magaya, 0777 656 258 – Highlanders 1 Dynamos 2.

Ndini Clive Muchenje, Manyame, Chi-town – Dynamos 1 Highlanders 0.

Windsy Chininga – Dynamos 0 Highlanders 2.

George Kawelusa, Bindura – Dynamos 2 Bosso 1.

Oliver Maredza, Sigauke, Soti-Source, Gutu – DeMbare 2 Bosso 1.

Last Chimbariro paChisipite – Dynamos 2 Highlanders 1.

Chikos Satolanda Muchemwa – Harare Giants 1 Bossolona 2.

Zita ndonzi Gift Chisare kuGrange – Highlanders 2 Dynamos 1.

Juliet Mandaza paChi-town – Dynamos 1 Highlanders 2.

Bashero, 0773 284 221, Beitbridge – Dynamos 3 Highlanders 1.

 

Share This:

Sponsored Links