Bhora mutambo

15 Nov, 2019 - 00:11 0 Views
Bhora mutambo

Kwayedza

VAVERENGI,  tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo uriko weAfcon Qualifier pakati peZimbabwe neBotswana nemusi weChishanu kuNational Sports Stadium uchapera sei?

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo weChibuku Super Cup semi-final waiveko pakati peZPC Kariba neHighlanders kuBabourfields nemusi weSvondo wadarika.

Mumutambo uyu, Highlanders yakahwinha 1 – 0.

Ziko Besa – Bosso 3 ZPC 1.

0773 982 936 – Highlanders 2 Kariba 1.

Daniel Chazimbwa, Mt Darwin – ZPC Kariba  0 Highlanders 1.

Boss Mapadza, Chi-town – Prince Dube to score, Bosso 2 ZPC 1.

Lucky Nutron Matiti, Golden Valley Mine, Kadoma – ZPC 1 Bosso 2.

Chamu Phiri, Rimuka, Kadoma – ZPC 2 Bosso 1.

Norman Makopa, Zvishavane – Mutambo neSvondo ZPC Kariba 0 Highlanders 0.

Joseph Muchingami paEpworth apooooo – Bosso 2 ZPC 1.

NdiTapiwa Mudziwedombo, Mt Darwin, 0773 556 400 – Makadii? Mutambo ZPC Kariba 1 Highlanders 0.

Share This:

Sponsored Links