Bhora mutambo

05 Mar, 2020 - 12:03 0 Views

Kwayedza

Vaverengi, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo uripo pakati peMan- chester United neManchester City nemusi weSvondo kuOld Trafford uchapera sei?

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi mhinduro dzaka- tumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waiveko pakati peReal Madrid neBarcelona kuSantiago Bern- abeu Stadium svondo rapera.

Mumutambo uyu, Real

Madrid yakahwinha 2 – 0. Lucky Nutron Matiti, Golden Valley Mine, Kadoma — Real Madrid 1 Barcelona 2. Norman Makopa, Zvisha- vane — Zvemutambo: Real

Madrid 2 Barcelona 1. Eshwet paChegutu – Barce-

lona 2 Real Madrid 1. Misheck Gwenjani, 4404

Southlea Park, Harare — Real Madrid 1 Barcelona 2.

Z Makaza Wengez — Real Madrid 1 Barcelona 3.

Taurai Mataga, 0772 410 573 — Real Madrid 2 Barcelona 2.

Share This:

Sponsored Links