Bhora mutambo

20 Mar, 2020 - 00:03 0 Views
Bhora mutambo

Kwayedza

VAVERENGI, svondo rino hakuna mitambo yekuti mufembere uye mutiudze kuti ichapera sei sezvo mitambo pasi rose yakambomiswa nekuda kwechirwere checoronavirus kana kuti COVID-19.

Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waiveko pakati peManchester United neManchester City nemusi weSvondo wadarika pamberi kuOld Trafford.

Mumutambo uyu, Manchester United yakahwinha 2 – 0.

Norman Chihoro — Man U 2 City 1.

Eshwet pacheg2 — Man City 2 Man U 1.

Fadzanai Pachaz Magaya, 0777 656 258 — Manchester United 1 Manchester City 2.

VaPfachapfacha Claudia, Karoi — Manchester United 2 Manchester City 1.

Daniel Chazimbwa, Mt Darwin — Manchester United 2 Manchester City 1.

0787 714 968 — Manchester City 1 Manchester 0.

Malver Waterfalls, Mainway Meadows, Harare — 0783 048 891.

Tapiwa Manyepa, Karoi — Manchester United  0 Manchester City 2.

Kubva kuna Reckon Gwambuya — Manchester City 3 Manchester United 1.

Norman Makopa, Zvishavane — Manchester  U 2 Manchester City 1.

Godwin Mugariri, Utete School, Muzarabani — Man United 2 Man City 1.

Matthew Chitakasha @17 — Man U 1 Man City 2.

Vincent Jafari Adiripfe, paKadoma — Man City 3 Man United 0.

Mark Kambuzuma, Glen Norah A, Harare — Manchester United 1 Manchester City 2.

0774 145 878 — Manchester United 1 Manchester City 2.

Nyamukondiwa Sophia, Zengeza 5  — Manchester United 2 Man City 1.

Share This:

Sponsored Links