Munhu – rusvava Gudo – rushiye Tsoko – maidei/shokorana Hwai – shere Gava – hambwana/handa/mbwanana Inda – rakadzi Kamba ...
Munyori weKwayedza MBIRA dzinonzi dzine mhando dzakatsaukana izvo zvinoitawo kuti dzirire zvakasiyana zvakare ...
CHIRIMWA ichi chinogadziriswa usavi hunorembuka uye hunoperekedza sadza zvekuti hauzoda. Husavi hwacho hunobikwa ...
MAKADII vabiki vechirongwa? Ndiri jaya rakagwinya rinozvishandira rine makore 32 okuberekwa. Ndotsvakawo musikana ...
MAKADII veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 31, ndinotsvagawo murume anoda zvemba ari mupositori wekumasowe. Ndiri ...
NDIRI musikana ane makore 28, ndoda mukomana ane makore 30 – 36. Handidi ari pamushonga, ndatenda. Nhare yangu ...
NDIRI murume ane makore 50 okuberekwa, ndinotsvagawo mukadzi wekushamwaridzana naye ane makore 35 zvichikwira ari ...
MAKADII? Ndiri murume ane makore 26. Hand¬ina chirwere uye ndotsvagawo musikana kana mukadzi ari pachokwadi. Nhamba ...
MAKADII veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 42 nemwana 1 uye ndinotsvagawo murume ane rudo wekuchengetana naye ane ...
MAKADINI veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 26, handisi pamushonga uye ndinotsvakawo mukomana ane makore 26 – ...
MAKAITA basa veKwayedza, ndakamuwana murume saka vachiri kufona pa0775 502 434 ngavachirega havo. *********** Ndiri ...
naMunyaradzi Gunduza UVARANOMWE hunowanikwa hune mapepa maviri, rekutanga nerechipiri. Pepa rekutanga rinenge rine ...
Abel Ndooka VANYORI 32 vabatana kunyora bhuku rinonzi “Hausundi” iro rizere nenyaya dzinotaura zveupenyu hwavo ...
Munyaradzi Gunduza Kune avo vese vari kuita zvidzidzo zvavo zveChiShona neboka rinotungamira mune zvebvunzo reZimbabwe ...
NDIRI mukomana ane makore 30, ndinobva kuMt Darwin uye ndodawo musikana wekuroora ari serious asina mwana. Zvakawanda ...
MAKADII? Ndinotsvagawo murume wekuvaka naye imba. Ndiri mukadzi ane makore 40 nevana 2. Nhamba yangu 0737 456 669. ...
NDIRI mudzimai ane makore 30 nevana 2, ndotsvakawo murume wekuwadzana naye. Ndinobatika pa0776 619 472. ****** Ndiri ...
NDIRI musikana ane makore 30, ndotsvakawo murume ane makore 32 – kusvika 38, ane rudo anonamata uye asina ...
MAKADII muchirongwa? Ndotsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 18 kusvika 25. Ini ndine makore 27, ndoda ...
MAKADII? Ndiri mukadzi ane makore 42 uye ndinotsvagawo murume asina mukadzi ane makore 45 – 60. Ngaave ane vana ...
© 2023 Kwayedza | Disclaimer | Copyright