Ndozvireva naMukwende Washe VAKURU vanoti ziso harina muganhu. Nokuti dzimwe nguva rinosangana nezvinhu zvakafanira ...
HANDISI gaffer, uye handidi kuita gaffer zvachose! Gaffer ndiye mukuru wavose, shasha yeshasha nemureza unosara wakamira ...
VEDUWE-E, izvi zvanyanya. Tinozviziva kuti mbudzi inodyira payakasungirirwa, asi ngatibvunze vamwe vedu kuti ...
BVUNZA KWAYEDZA NASEKURU MUTANGA MUBVUNZO: Sekuru, ndiri munhu ane makore 20 ekuzvarwa, handisati ndaroorwa kana ...
Ndozvireva naMukwende Washe NEZVAKAUYA mazuva ano zvokutaura nokutumira mashoko nenzira dzakasiyana-siyana, ...
Bvunza Kwayedza naSekuru Mutanga MUBVUNZO: Sekuru ini ndine dambudziko rekubuda “discharge” yakasviba uye yakawandisa ...
MITAMBO yemaOlympics yakatanga kutambwa kuguta reRio de Janeiro, munyika yeBrazil musi wa5 Nyamavhuvhu yasara nemazuva ...
TINE mhuri dzakawanda muZimbabwe matinoona vanhu vachidzungaidzwa, asi vanoziva zvapasi kana zvomumweya unozonzwa vave ...
HWINDI wekukumbira bhasikoro remumwe murume achida kuti ambochovha kwekanguva kadiki asi ndokuzoenda naro zvachose apo ...
KUBVA Bhritiyana Kuuya muno muZimbabwe
MAPATYA akazvarwa akabatana (Siamese twins) – Kupakwashe naTapiwanashe – vakakwanisa kupatsanurwa pasina njodzi ...
Gabriel Singano MUROORA anonzi ari kutukirira vamwene vake achivati vawora nemukondombera uye achavarongera gen’a ...
HAZVIDI kuenderwa kun’anga kana zviporofita kuti vanhu munyika panguva ino vari kufamba nekanzira kanoti rwadzei.
VAYA vamunogaronzwa vachiti, “ZvemuZimbabwe hamuzvizivi here,” potai muchivabvunza kuti imbori Zimbabwe yokupi ...
MASVONDO maviri apfuura kusvika musi woMuvhuro 18 Kubvumbi, mazuva ange akagukuchira. Aive masanganiswa – kuchema zvese ...
MUKWENDE anogarotaura kuti benzi rikaramba rosekererwa parufu, hazvizokushamisai mave kuona rave kusimudza chitunha ...
RINO isvondo rakakosha nokuti musi wa8 Kurume, sezvinoitwa gore negore, pasi rese kusanganisira muno muZimbabwe, ...
MAIFUNGA kuti vanhu chete ndivo vane makuhwa, vamwe vachinongedzana kuti varume vane makuhwa kupinda vakadzi; norumwe ...
TAZOSVIKA patange tichivavarira — chigaro chaPolitical Commissar. Pamusana pei zvakakosha kuti vanhu vazive kuti chigaro ...
MAKOROKOTO eGoredzva ratiri kubata Chishanu chino kumhuri yose yakadyarwa kumativi mana eZimbabwe. Yeukai kuti 2015 ...
© 2023 Kwayedza | Disclaimer | Copyright