Blogs

3 months ago | December 14, 2018

Mazwi anoreva zvakafanana

Ticha Danga TAVA kuita iya yokuti tigadzire nhava dzedu kuti dziteramire nekuti nguva yapera. Tava kusvika apo tinenge ...

Zvinoitwa naMwenje

Munyaradzi Gunduza NDIANI waungati mutambi mukuru muna Kereke Inofa? Tsigira nezvinhu zvisere zvaanoita mumutambo uyu. [25]

Mavambo engano

MAVAMBO: Ngano dziri muboka reuvaranomwe hwemutaurwa, uye dzakaumbwa nezvikamu zvitatu zvinoti mavambo, pakati uye ...

4 months ago | December 7, 2018

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti kusasika. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi: ...

Tishamwaridzane

MAKADINI veKwayedza? Ndine makore 33 nevana 3 uye ndiri pamushonga. Ndinotsvagawo murume ari pachokwadi. Ndibatei pa0715 ...

Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro yesvondo rapera: Chaitemura chava kuseva. Inotsananguva munhu uya aimboshaya uyo anenge ava kuwana. Zvekuita: ...

Huipi hwaMwenje

Munyaradzi Gunduza BURITSA zvinhu zvishanu zvinojekesa kuti Pastor Gift Mwenje vaishandisa kereke zvisina kunaka muna ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Kukosha kwemazororo

Ticha Danga MAZORORO atinocherechedza muZimbabwe nekune dzimwe nyika ane zvaanoreva muupenyu hwevanhu. Kuona poitwa kana ...

4 months ago | November 30, 2018

vision 2030 muzvikoro: President vakapa mabhuku, e-learning kits

Farirai Machivenyika PRESIDENT Mnangagwa svondo rapera vakaparura chirongwa chekupa midziyo inoshandiswa nevana ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti kuundura kana kutaura. KuManicaland vamwe vanoti kutapura.

Kucherechedza mazororo

Ticha Danga MWEDZI uno waMbudzi wapera asi mune zvakawanda zvakaitika zvandaona zvakakodzera kuti titaure nezvazvo. ...

Kuita kwaMwenje

Munyaradzi Gunduza TSANANGURA zvinhu zvishanu zvinoitwa naPastor Gift Mwenje mukuedza kuvanza mhosva yavo yekupa Sarah ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Zvekuziva mungano

Munyaradzi Gunduza PARI zvino mave kuziva kuti ngano dzinodzidzwa kuchidzidzo cheUvaranomwe paShona yeA-Level muchikamu ...

4 months ago | November 23, 2018

Batsiraiwo Mufaro Chanditeya

Muchaneta Chimuka VABEREKI vemwana mukomana ane makore 14 okuberekwa uyo ane dambudziko rekuoma mitezo avo vanogara ...

Lochinvar ‘chitubu’ chedzidzo

Malven Mugadzikwa CHIKORO cheLochinvar Primary School, icho chiri muHarare, chiri kurumbidzwa zvikuru munyaya ...

Nyora zvinoverengeka

Munyaradzi  Gunduza KURUDZIRO yandingakupai ndeyekuti mushandise runyoro rwunoverengeka kuitira kuti vakwenyi vebvunzo ...

Zvaireva mazita evarwi vehondo

Munyaradzi Gunduza TINOPEDZISA zvidzidzo zvinobva muna Kuda Muhondo svondo rino.

Zvinoyera patsika dzavatema

Ticha Danga MWEDZI waMbudzi une zvakawanda zvinoitika. Mwedzi uno unozivikanwa nekurangarirwa nevazhinji nekuda ...