Blogs

4 years ago | March 5, 2020

O-Level: Kuisa mazita mumipanda

Svondo rapfuura takaita mibvunzo yekuisa mazita akasiyana mumipanda yawo. Chidzidzo ichi chaive maererano nemaumbirwo ...

Tipei maticha eShangaan: Gwanetsa

LIMPOPO VALLEY — iyo iri kucham- hembe kweChikombedzi, kuMas- vingo — yaita mbiri nenyaya yevana vanofoira bvunzo ...

Mabhuku odirwa muzvikoro…Angel of Hope Foundation yopa eUS$50 000

Vemabhizimi vari kuramba vachitsigira sangano reAngel of Hope Foundation mukushandura upenyu hweveruzhinji uye svondo ...

4 years ago | March 3, 2020

Tishamwaridzane

MAKADINI? Ndinodawo mudzimai wekuroora ane makore 19 kusvika 25. Andida ngaandibate pa0772 432 724.

Ziva

Mhinduro yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti nhanga kana kuti manhanga.

CHISHONA CHAKANAKA

Vana vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke.

Grade 7: Bvunzo itsva kutanga 2021

Gore rino ndiro richapedzisira kunyorwa bvunzo dzegwaro rechinomwe kuchitevedzerwa zvaichiitwa kare kusati kwava ...

A-LEVEL: Vatema vaishungurudzwa

Tinopedzisa mubvunzo watakatanga svondo rapfuura unoti: Zvinhu zvinoita kuti vanhu vatema vaende kuhondo nevachena.

O-LEVEL: Kuumba mutauro

Svondo rino tichaita chidzidzo chiri maererano nezvekuumba mutauro weChiShona. Muchasiirwa basa rekuita iro munofanirwa ...

Vodzidziswa kuita mabasa emawoko

Vechidki vanogara mumusha weMufakose, muHarare, vari kubatsirikana nezvirongwa zviri kuitwa neMufakose Community Church ...

US$: ZACC yoongorora zvikoro

Zimbabwe Anti-Corruption Commission (ZACC) inoti iri kuongorora zvikoro zviri kubhadharisa nemari yekunze kwenyika.

Bvunzo i$15 – Zimsec…‘Hatina kukwidza mari’

Zimbabwe School Examinations Council (Zimsec) inoti yakatevedzera zvakataurwa neHurumende zvekuti idzikise mari ...

4 years ago | February 21, 2020

Mhinduro dzaidiwa

SVONDO rapfuura takaita mibvunzo yezvirungamutauro zvetsumo nemadimikira zvainge zvakavhenganiswa apo waisungirwa ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti nzungu.

A-LEVEL…Zvinokonzeresa Chimurenga

ZVINHU zvinoita kuti vanhu vatema vaende kuhondo nevachena.

4 years ago | February 14, 2020

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Manyorerwo etsamba

TAVA kuda kunopendera zvakanangana nemhando dzerondedzero. Ngatimbotarisei bandiko rerondedzero retsamba.

Tishamwaridzane

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE: CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) ...

Zvirungamutauro

SVONDO rino tichaita chidzidzo chiri maererano nekuwedzera ruzivo rwezvirungamutauro zvakaita setsumo nemadimikira.