Blogs

6 months ago | October 5, 2018

Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro yesvondo rapera: Chiri mumoyo chiri muninga. Chinhu chiri mumwoyo wemunhu hachigone kuonekwa kana kuzivikanwa. ...

Zvikoro zvobatsirwa nemichina

Rumbidzayi Ngwenya SANGANO reZimbabwe Chapter of the Forum for African Women Educationalists (FAWEZI) svondo radarika ...

Bumbiro idzva redzidzo: Zvidzidzo zveJunior School

naChiremba VAVARIRO yedzidzo yeJunior School kuwaridza hwaro hwakakwana, hwakasimba hwedzidzo yose inenge ichazodzidzwa ...

Zvinhu zvekuyemura

Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopedzisa mhinduro yemubvunzo watakatanga svondo rakapera wakanzi;

A-LEVEL — KUDA MUHONDO:Zvinorwadza vanhu vatema

Munyaradzi Gunduza ZVINHU zvinoita kuti vanhu vatema vaende kuhondo nevachena:

6 months ago | September 28, 2018

Tishamwaridzane

NDIRI murume ane makore 46 akafirwa, munamati uye mugari wemuHarare. Ndotsvagawo mudzimai anoda zvemba ari pachokwadi. ...

Kuda oda zvehondo

Munyaradzi Gunduza MHENENGURO yekudyidzana kwemusoro webhuku nerungano. Musoro webhuku iri unotsigirwa nevatambi ...

Mupurisa werudo nematiketi ekutadzirwa

NDINE shungu dzekuziva kuti nyaya dzevanonyorera kuchirongwa cheTishamwaridzane dzinozopera sei. Varipo vamwe ...

– bumbiro idzva redzidzo – Dzidzo yeInfant School 2

naChiremba ZVIMWE zvidzidzo zveInfant zvatisina kuzotaura nezvazvo zvinosanganisira izvi: Physical Education (P.E.) Ichi ...

Oda zvekumurume

Munyaradzi Gunduza SARUDZA nhetembo imwe chete iri muna Rukuvhute yawakayemura. Zvino chijekesa zvawakayemura zvacho ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Mamiriro emwaka yegore

Ticha Danga HUTSANZI hwaMusikavanhu hunobuda zvakare pachiitiko chakakosha chinoitika gore rega uye zvisingashanduki. ...

6 months ago | September 21, 2018

A-LEVEL — UGO HWAMADZINZ

Nhetembo dzepadare Munyaradzi Gunduza TSANANGURA rayiro dzinobuda munhetembo dzenhango dzepadare. [25]

Kuzvitonga kuzere

Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinoenderera mberi nemubvunzo watakatanga masvondo apera unoti; Sarudza nhetembo ...

Tishamwaridzane

MAKADINI? Ndiri mukadzi ane makore 31, ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora. Zvizhinji tinotaura pa0782 546 942. *****

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti mbira. 

Grade 7: Maererano nezvidimbu zvezuva

Ticha Danga APO Nyadenga vakasika denga nenyika, vakabva vatigonera nekutipa mucherechedzo wenguva kuti tigoziva misi ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Dzidzo yeInfant School 1

naChiremba VAVARIRO yedzidzo yekuInfant School kuumba hwaro hwose hwedzidzo yemwana kubvira kuzivo yemusoro, kubatanidza ...