Blogs

4 years ago | January 3, 2020

ChiShona chakanaka

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Tsika, magariro zviri mumutauro

BEMBERA PADARE naWedzerai Nhemachema SVONDO rino, rinova rechinomwe kubva patavamba chikuva chino, tinoda kutarisa ...

Madingindira ari mumutambo

Munyaradzi Gunduza MADINGINDIRA anobuda mumutambo uyu: Hukama: — Hukama hunoburitswa sechinhu chinosunganidza vanhu ...

Nzwisiso yemepu

Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tichaongorora mepu. Kana uri mudzidzi wefomu yekutanga kusvika yechina, wakasununguka ...

Tishamwaridzane

NDIRI murume ane makore 33, handina chirwere uye ndotsvaga mudzimai wekuroora akatendeka ane makore 19 kusvika 30. ...

4 years ago | December 27, 2019

Kisimusi: Farai kwete kufarisa

Vanyori veKwayedza VERUZHINJI nevamwe vane mukurumbira muZimbabwe vari kupemberera zororo reKisimusi vachiita ...

Chishona chakanaka

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Kisimusi inoda mazondo

NYAMA yemazondo ine kudya kunodiwa semapuroteni ayo anovaka muviri nekusimbisa tsinga sedzemusana. Svondo rino Tatenda ...

Vodya nyama ine Anthrax…Vamwe vanhu vave kurwara…l ...

Muchaneta Chimuka VANHU vekwaChikwaka, kuGoromonzi, kudunhu reMashonaland East, avo vasati vozivikanwa huwandu hwavo ...

Mumugwagwa hamudi mukonyo

BEMBERA PADARE naWedzerai Nhemachena ZVINONGODA mwoyo murefu kufamba mumigwagwa yemuZimbabwe nokuti vamwe vatyairi ...

Tishamwaridzane

NDOTSVAGAWO murume ane makore 28 kusvika 38. Ngaave musoja, mupurisa kana driver ane mwana 1 kana 2. Ndine mwana 1, ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti dzetse (bull frog pachirungu). Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva ...

4 years ago | December 20, 2019

Kumaruwa vakadofora

Harmony Agere ZVIKORO 87 — zvizhinji zvacho zvekumaruwa — ndizvo zvine vana vakafoira zvakanyanya kusvika pakuwana 0 ...

unhonga vhunze nemuromo kudii?

Munyaradzi Gunduza UYU mutambo wakanyorwa uri mururimi rweChiShona naBright Chimedza Mashayamombe ndokutsikiswa neveZPH ...

Yeukai vanotambura Kisimusi ino

BEMBERA PADARE naWedzerai Nhemachena KUNE vana vazhinji vatokurira mumigwagwa yemadhorobha nemaguta emuno muZimbabwe, ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Tishamwaridzane

NDIRI mukomana ane makore 36, handina chirwere uye ndinokutsvagawo tsvarakadenga musikana murefu akanaka pachiso ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti dindingwe, pachirungu ichinzi cheetah. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro ...

4 years ago | December 19, 2019

Mipatsa iri pamitupo

TichaDanga MUSHURE mekunge ndatopedza kugadzira chirongwa chemunaZvita, ndakabva ndasangana nemibvunzo iri pamusoro ...

4 years ago | December 18, 2019

Kwava nemakoronyera eupfu: Mutashu

Muchaneta Chimuka naMalven Mugadzikwa MUTUNGAMIRI wesangano rinomirira vezvitoro, reConfederation of Zimbabwe Retailers ...