Tishamwaridzane

5 years ago | July 31, 2014

NDIRI murume wechidiki ane makore 33

NDIRI murume wechidiki ane makore 33 ndinotsvagawo musikana wekuroorana naye. Ndifonerei pa0783 221 988. ***** Ndiri ...

5 years ago | July 24, 2014

NDIRI mukomana ane makore 25

NDIRI mukomana ane makore 25 ndinotsvagawo musikana ane makore 20 kusvika 25 anotya Mwari ari HIV negative. Fonai kwete ...

5 years ago | June 21, 2014

Tishamwaridzane

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwaridzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona ...

5 years ago | June 12, 2014

Tishamwaridzane

NDIRI mudzimai ane makore 30 nevana 2 ndiri kudawo murume ane makore 31 kusvika 36. Andifarirawo ngaafone pa0782 110 598 ...

5 years ago | June 9, 2014

Ndiri mukadzi ane makore 33

KUNE vose vaimbofona pa0713 799 609 ndinokutendai chiregedzai henyu kufona ndakamuwana wandaida chaiye. Ndinokutendai ...