Munyori weKwayedza MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) vanoti vasunga vanhu 67 419 mumwedzi miviri nechidimbu ...
Tandayi Motsi PRESIDENT Mnangagwa nezuro vakatungamira munamato nekutsana kwenyika yose muchirongwa chekukumbira kuna ...
Tandayi Motsi HURUMENDE inoti kunyangwe zvazvo huwandu hwevanhu vari kuvhenekwa vachiwanikwa vaine Covid-19 huri ...
Kingstone Mapupu MUMIRIRI weBuhera South mudare reNational Assembly, Cde Joseph Chinotimba, vakavamba chirongwa ...
Tandayi Motsi BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinoti muZimbabwe mava nevanhu 287 avo vanhenekwa ndokuwanikwa vaine ...
Phillipa Mukome-Chinhoi VAMWE vanhukadzi vanoita mabasa ekutengesa miviri yavo vanoti vapinda munzara nekuda kwechirwere ...
Kingstone Mapupu VEDZIMOTOKARI nevanhu vanofamba netsoka avo vanenge vasina magwaro akakwana ekufambisa ekuratidza ...
Kingstone Mapupu SADUNHU Gwindi vekwaMambo Chinhamora, kuDomboshava, vanoti nechinangwa chekusimbisa chirongwa ...
Tandayi Motsi MADZISHE, masadunhu nevamwe vatungamiriri vematunhu vakawana dzidzo kubva kuHurumende iri pamusoro pekuipa ...
NEMUSI weMugovera wadarika, mutungamiri wenyika President Mnangagwa vakazivisa matanho matsva pamwechete negwara rave ...
Munyori weKwayedza CHIRWERE cheCovid-19 — icho chinokonzerwa nehutachiona hunodaidzwa kuti coronavirus — hachina ...
Munyori weKwayedza VANA vacheche nepwere avo vane makore ari pasi pemaviri okuberekwa havakurudzirwe kupfeka mamasiki ...
Tandayi Motsi HURUMENDE inoti zvakakosha kuti veruzhinji varambe vachitevedzera matanho akatarwa mukurwisa kupararira ...
Hakuna chikonzero chekuti vanhu vabvume kuti kutonhora kwakanyanya kana mamwe mamiriro ekunze angauraya utachiona ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey