NHAU DZEDZIDZO

2 months ago | January 18, 2019

Vana vakapihwa masanitary pads

Daphne Machiri SANGANO rinobatsira vanasikana vanobva kumhuri dzinotambura, rePATH Initiatives, riri kusimudzira utano ...

3 months ago | December 28, 2018

yambiro kuzvikoro!

‘. . . musakwidze mari’ ‘. . . tevedzai mutemo’ Tandayi Motsi GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul ...

Vanoita tsvakurudzo vakakosha: rcz

Malven Mugadzikwa SANGANO reResearch Council of Zimbabwe (RCZ) rinoti vanoita tsvakurudzo muzvikoro nekumabhizimisi ...

3 months ago | December 21, 2018

Stem yanga yava nehuwori: Murwira

Tandayi Motsi GURUKOTA redzidzo yepamusoro, sainzi nekuvandudzwa kweruzivo rwemichina, Professor Amon Murwira, vanoti ...

Maticha 2900 odiwa

Fortunate Gora ari kuCHINHOYI DUNHU reMashonaland West riri kuda mamwe maticha anosvika 2 938 kuti huwandu hwevadzidzisi ...

3 months ago | December 14, 2018

vozvipinza chikoro. . . vachibatsirwa neSister 2 Sister

Muchaneta Chimuka VANASIKANA vane chitsama vanobva kumhuri dzinotambura kuMhangura vari kuzvipinza chikoro kuburikidza ...

Zvimwe zvikoro zvovakwa kumaruwa

Prince Makuna HURUMENDE — yakabatana nehomwe yeLotteries and Gaming Fund — iri kushanda nesimba mukuvaka zvikoro ...

3 months ago | December 7, 2018

MultiChoice ichiri kuda mabhuku

Tandayi Motsi KAMBANI yeMultiChoice Zimbabwe – iyo yakatanga chirongwa chekuunganidza mabhuku ekuverenga ...

Vosimudzira mitauro muzvikoro kuBinga

Daphne Machiri SANGANO rakazvimiririra reBasilwizi – iro rinoshanda riri kuBinga – rosimudzira kudzidzwa ...

4 months ago | November 16, 2018

‘Lochinvar Primary madadisa’

lven Mugadzikwa CHIKORO cheLochinvar Primary School, icho chiri muHarare, chiri kurumbidzwa zvikuru munyaya ...

4 months ago | November 9, 2018

Zimsec yodhinda yoga mapepa ebvunzo

Abigail Mawonde KANZURU inoona nezvebvunzo, yeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec), yakatenga muchina ...

‘Tinoda maticha eSainzi’

Elita Chikwati BAZI redzidzo yepamusoro, sainzi nekuvandudzwa kweruzivo rwemichina rinoti rinoda kudzidzisa maticha ...

5 months ago | November 2, 2018

‘Koshesai ruzivo rwazvino’

Muchaneta Chimuka GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul Mavima, vanoti zvikoro zvinofanirwa ...

5 months ago | October 26, 2018

Vana vane hurema vosimudzirwa

Tandayi Motsi GURUKOTA revashandi veHurumende nekubatsirwa kwevanoshaya, Dr Sekesai Nzenza, vanoti Hurumende iri kutora ...

5 months ago | October 19, 2018

‘Vabereki tsigirai vana’

Malven Mugadzikwa MUKURU wedzidzo mudunhu reHarare, VaChristopher Kateera, vanoti vabereki vanofanira kutsigira vana ...

Zvikoro zvamauto zvakapihwa mibairo

Midlands Correspondent MUKURU wemauto eZimbabwe National Army, Lieutenant General Edzai Chimonyo, svondo rapera vakapa ...

5 months ago | October 12, 2018

Chikoro chitsva kuSelous

Fortunate Gora VANA vepaAmbuya MaFuyana Primary School, kuSelous, vava kuzosiya zvekufundira mumadhirihora efodya ...

6 months ago | September 28, 2018

Eco-school yekutanga muZim…Chikoro chekuHwange chonyora nhoroondo

Leonard Ncube ari kuVICTORIA FALLS CHIKORO cheSt Mary’s Primary School chiri kuHwange svondo rapera chakanyora nhoroondo ...

Vopakura ruzivo rwemakombiyuta

Daphne Machiri SANGANO rakazvimirira reKinderCare Zimbabwe rakaparura chirongwa chekusimudzira ruzivo rwekushandisa ...

Chikoro chekuGuruve choda rubatsiro

Cletus Mushanawani ari kuGURUVE Siyalima Primary School chikoro chiri kuGuruve, kuMashonaland Central — icho chakapihwa ...