NHAU DZEDZIDZO

2 years ago | December 14, 2021

Kutsvaga nzvimbo dzeForm 1 kwatanga

Muchaneta Chimuka BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari riri kukurudzira vabereki nevadzidzi vanoda kutsvaga nzvimbo ...

2 years ago | December 10, 2021

Covid yaonekwa muzvikoro 100

Sukulwenkosi Dube-Matutu HURUMENDE iri kusimbaradza zvirongwa zvekudzivirira kupararira kwechirwere cheCovid-19 ...

2 years ago | November 29, 2021

‘Koshesai dzidzo yemwanasikana’  

Abel Ndooka  ZVAKAKOSHA kuti zvikoro, vabereki nenharaunda vagamuchire vanasikana vanenge vapihwa pamuviri vachiri ...

2 years ago | November 26, 2021

Mamiriro ebvunzo dzeuvaranomwe

naMunyaradzi Gunduza UVARANOMWE hunowanikwa hune mapepa maviri, rekutanga nerechipiri. Pepa rekutanga rinenge rine ...

Vanyori 32 vabura bhuku

Abel Ndooka VANYORI 32 vabatana kunyora bhuku rinonzi “Hausundi” iro rizere nenyaya dzinotaura zveupenyu hwavo ...

Bvunzo dzemutauro (Shona Language)

Munyaradzi Gunduza Kune avo vese vari kuita zvidzidzo zvavo zveChiShona neboka rinotungamira mune zvebvunzo reZimbabwe ...

2 years ago | November 8, 2021

Hurumende yotevera vakasiira chikoro panzira

Leonard Ncube ari kuVICTORIA FALLS BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari riri kuita ongororo yekuona kukanganiswa ...

2 years ago | October 26, 2021

Dzokai kuchikoro nemimba: Chinoz

Kingstone Mapupu VANOMIRIRA Buhera South mudare reHouse of Assembly, Cde Joseph Chinotimba, vari kukurudzira vabereki ...

3 years ago | October 13, 2021

Maticha munobata basa guru: Ndlovu

Muchaneta Chimuka HURUMENDE iri kurumbidza varairidzi nekuda kwekuzvipira kwavo mubasa nemwoyo unoda panguva ino apo ...

3 years ago | October 11, 2021

Chikoro chapihwa mazai 6 000

Muchaneta Chimuka KAMBANI ine mukurumbira mubasa rehuku nemazai, yeIrvine’s yakapa rubatsiro rwemazai 6 000 kuchikoro ...

3 years ago | October 7, 2021

Topiringishana mumaCALA

Ticha Danga REGAI tichingamidzane sezvo tanga takaparadzana kwenguva yakareba nekuda kwedzihwamupengo reCovid-19 rakadai ...

3 years ago | October 6, 2021

Kukosha kwematicha mukurwisa Covid-19

Muchaneta Chimuka BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinoti rinodada nekuzvipira kwevarairidzi mubasa ravo, kunyanya ...

3 years ago | September 23, 2021

Zvikoro zvicharamba zvakavhurwa

Munyori weKwayedza ZVIKORO zvicharamba zvakavhurwa uye pachitevedzerwa zvizere matanho aripo ekurwisa chirwere ...

3 years ago | September 20, 2021

Zvikoro zvowaniswa mvura yakachena

Kingstone Mapupu SENZIRA yekudzivirira chirwere cheCovid-19, zvikoro zviri kusimbaradza nyaya dzehutsanana kuburikidza ...

3 years ago | September 19, 2021

Kudzidza kwevana kwosimbaradzwa

Tandayi Motsi BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinoti riri kutora matanho akasimba akananga kuona kuti vadzidzi ...

3 years ago | September 16, 2021

Matanho ekudzinga Covid muzvikoro

Muchaneta Chimuka BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari riri kusimbaradza matanho ekurwisa chirwere cheCovid-19 ...

3 years ago | September 14, 2021

Mukana kune vanoda kunyora bvunzo dzeZimsec

Vusumuzi Dube ZIMBABWE Schools Examination Council (Zimsec) iri kupa mukana kuvadzidzi vasina kukwanisa kunyoresa kuti ...

3 years ago | September 12, 2021

‘Vana vakamitiswa dzokai kuchikoro’

Nqobile Tshili CHIKAMU che24 percent chevana munyika yose vanonzi vakatadza kudzokera kuchikoro pazvakavhurwa nekuda ...

3 years ago | September 8, 2021

Covid: Zvikoro  zviri mugwara 

Muchaneta Chimuka  HURUMENDE iri kupembedza zvikoro nekutevedza kwazviri kuita hwaro hunodiwa mukurwisa chirwere ...

Kusimudzira dzidzo munguva yeCovid

Muchaneta Chimuka SANGANO rinotsigira dzidzo, reEducation Coalition of Zimbabwe (ECOZI), rakaita musangano pamasaisai ...