NHAU DZEDZIDZO

4 years ago | July 17, 2020

‘Tichazivisa zvebvunzo’

Tandayi Motsi GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari Ambassador Cain Mathema vanoti Hurumende ichazivisa nyika ...

4 years ago | July 13, 2020

Vanasikana vosimudzirwa

SANGANO rinomiririra kodzero dzevasikana reShamwari Yemwanasikana rakaparura chirongwa chinodaidzwa kuti "Girls Rights ...

4 years ago | July 3, 2020

A-LEVEL: Gadziriro dzebvunzo

Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopedzisa nekukupai zvinoreva mazita emamwe magamba nemibvunzo inogona kukubatsirai ...

O-LEVEL: Rondedzero yemufananidzo

Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tichaita chidzidzo chiri maererano nekunyora rondedzero inobva pamufananidzo. Rondedzero ...

4 years ago | April 16, 2020

Mukana wekunyora bvunzo

Munyori weKwayedza KANZURU inoona nezvekufambiswa kwebvunzo muno, yeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) ...

4 years ago | April 10, 2020

Mamiriro ebvunzo dzeZIMSEC

BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinozivisa vabereki nevamwe kuti gadziriro dzebvunzo dzemunaChikumi ...

4 years ago | April 7, 2020

BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinozivisa vabereki nevamwe kuti gadziriro dzebvunzo dzemunaChikumi ...

4 years ago | March 20, 2020

‘Vana vodzidza vakaguta’

HURUMENDE iri kuvandudza chirongwa chekupa vana chikafu muzvikoro kuti chisvike kuvana vekusekondari senzira yekuti ...

Chikoro chokumbira kuvakirwa zambuko

CHIKORO cheAvoca Primary School chiri kunze kwedhorobha reBindura chiri kukumbira gurukota reHurumende rinomirira dunhu ...

86 vodzidziswa nemabhezari

VADZIDZI 86 vari kuita A-Level nevekuyunivhesiti vekumatunhu akasiyana enyika svondo rapera vakawaniswa mabhezari ...

4 years ago | March 3, 2020

4 years ago | February 14, 2020

Vana vodzidza vakaguta

CHIRONGWA chekubatsira vana vane vabereki vanoshaya pamwe chete nenherera nechikafu chinovaka muviri chichaparurwa ...

‘Tinoda kudzidziswa bumbiro remutemo’

CHILD President Mukudzeishe Madzivire ari kukurudzira Hurumende kuti ikoshese kudzidziswa kwebumbiro remutemo reZimbabwe ...

Kuda anokuvara muhondo

TINOPEDZISA mubvunzo watakatanga svondo rapera wekupindirana kwemusoro webhuku nenyaya iri muna Kuda Muhondo.

4 years ago | February 7, 2020

Zvikoro zvakapihwa mabhuku

ZVIKORO 36 zvepuraimari zviri mudunhu reMashonaland Central nguva pfupi yadarika zvakawana rubatsiro rwemabhuku ...

Potorwa matanho ekupedza kufoira

HURUMENDE inoti icharamba ichivandudza zvikoro zvekumaruwa nechinangwa chekuti vana vadzidzire munharaunda yakanaka ...

4 years ago | January 31, 2020

Zvikoro zvitsva zva2020

Tanyaradzwa Rusike HURUMENDE iri kutarisira kuvakisa zvimwe zvikoro 10 papurovhinzi yega gore rino nechinangwa ...

Vakavaka chikoro nemari yedoro

Conrad Mupesa CHIKORO chesekondari chakavakwa nemari yelevy yakabva pakutengeswa kwedoro nemamwe mabhindauko ekanzuru ...

Detembo rekwaNyamukoho

Tenzi Wangu Vari Chiware, Vari Mambiru, Vari Nyamherere, Vari Nyakonda, Vari Mapiti, Vari Nyagoko, Kawunyugoda, Bambo ...

ZIVA

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti nguruve, humba kana hochi. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>