NHAU DZEDZIDZO

11 months ago | May 25, 2018

Zvikoro 17 zvitsva zvotanga kuvakwa

Walter Mswazie HURUMENDE yakatanga kuvaka zvikoro 17 zvepuraimari pasi pechirongwa chiri kutsigirwa nehomwe yeOPEC Fund ...

11 months ago | May 18, 2018

STEM yovandudzwa . . . Maticha 300 oita zvidzidzo

HURUMENDE iri kutora matanho akasimba ekuvandudza chirongwa cheScience, Technology, Engineering and Mathematics (STEM) ...

‘Susukidzai mitauro yemuno’

Tandayi Motsi DARE reSenate riri kukurudzira kukosheswa kwemitauro yemuno kuburikidza nekunyorwa kwemabhuku ari pamusoro ...

Itai zvatakareva: Utete Masango

Abigail Mawonde HURUMENDE svondo rapera yakasimbaradza mashoko ekuti chikamu chebvunzo chinobva mukuongorora zvimwe ...

Dzokorodzo inokosha pakugadzirira bvunzo

Ticha Danga CHIKAMU chakapfuura ndanga ndakatsamirana nenyaya yeGeneral paper iro randakati rinoumbwa nekubatanidzA ...

Ngano dzaivepo kuchengetedza vanhu vaMwari

Munyaradzi Gunduza 4. NGANO dzaivepo kuchengetedza vanhu vaMwari, tsigira pfungwa iyi nengano shanu dzinobva mubhuku iri. [25]

– BUMBIRO IDZVA REDZIDZO – Mviromviro dzekuwandudzwa kwedzidzo

naChiremba DZIDZO inofanira kutarisana nechokwadi chemararamiro emuZimbabwe itsva. Nhamo yakanga yakandira mazai ...

Tsumo nengano namukanya

Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekarungano aka:

Pfupiso yaManyambiri

Munyaradzi Gunduza TINOENDERERA mberi kubva patakasiira svondo rakapfuura. Paida naPaido vanokura vari vana vakanga ...

12 months ago | May 11, 2018

Tiri kuvandudza dzidzo – ed

Tandayi Motsi PRESIDENT Mnangagwa vanoti dzidzo ndiwo musimboti webudiriro yenyika sezvo ichiumba remangwana revechidiki ...

‘Maticha ane chekuita nebudiriro yenyika’

Wimbanashe Zhakata ari kwaMUTARE VARAIRIDZI ndivo mwongo wekubudirira kwezvirongwa zveHurumende nekudaro vanofanira ...

12 months ago | May 4, 2018

‘Tinoda zvikoro zvitsva 2 000’

Tandayi Motsi GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul Mavima, vanoti Zimbabwe iri kuda zvikoro zvitsva ...

Tinoda kurerutsira vadzidzi: Sibanda

Muchaneta Chimuka MUNYORI mukuru kubazi redzidzo yepamusoro, sainzi nekuvandudzwa kweruzivo rwemuchina, Dr Desire ...

12 months ago | April 27, 2018

Vovakirwa zvikoro zviviri kuChingwizi

George Maponga ari kuMASVINGO MHURI dzinodarika 3 000 dzekuTokwe-Mukosi idzo dzakagariswa patsva nepamusaka pemafashamu ...

Vana vechikoro voroja

Kingstone Mapupu VAGARI vekwaMambo Chireya, kuGokwe North, vari kugunun’una nenyaya yevana vanobva kure vachidzidza ...

1 year ago | April 20, 2018

‘Siyai vana vakure, kwete kuvaroodza’

Muchaneta Chimuka MASANGANO anomirira kodzero dzevanhukadzi anoti ari kushushikana nekuroodzwa kuri kuitwa vamwe ...

‘Vadzidzi 100 000 havana pekugara’…Tiri kuvaka ...

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti iri kutora matanho akasimba mukuedza kugadzirisa dambudziko rekushaya pekugara iro ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti ziso renzou. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi: ...

Grade 7: Mhuka nemazita evana vadzo

Ticha Danga REGAI tikochekere patakasiira muchikamu chakapfuura kuitira kuti chitima chedu chisagujunuke panzira. ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...