Munyaradzi Gunduza SVONDO rapfuura ndakatsanangura pakuru zvinhu zvatinofanira kunge tichiita muchikamu chino mugore ...
Muchaneta Chimuka MUNYORI mukuru mubazi rezvedzidzo yepuraimari nesekondari, Mai Tumisang Thabela, vanoti zvikoro ...
Abel Ndooka SACHIGARO wekomisheni yeZimbabwe Human Rights Commission (ZHRC), Dr Elasto Mugwadi, vanoti zvakakosha kuti ...
Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopfurira mberi nekupedzisa mubvunzo watakatanga svondo rapfuura. Iyi imhinduro ...
Takunda Maodza KANZURU yeBritish Council Zimbabwe yakapa mabhuku ekuverenga kuzvikoro 42 zvekuChimanimani ndokukurudzira ...
Daphne Machiri VABEREKI vari kukurudzirwa kuti vaendese vana vavo kuzvikoro zvinoenderana nehomwe dzavo. Izvi ...
Malven Mugadzikwa VADZIDZI 2 897 nemusi weChishanu svondo rapera vakapihwa zvitupa zvavo zvekupedza zvidzidzo neZimbabwe ...
Muchaneta Chimuka VAMWE vana vechikoro avo vakanyora bvunzo dzeGrade 7 gore rino vanoti vari kufara zvikuru nekuti ...
MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti chipembere. Tine urombo kuti mifananidzo yesvondo rapera yakabuda ...
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...
Munyaradzi Gunduza TSANANGURA zvidzidzo zvakasiyana-siyana zvinobuda mungano uchishandisa ngano shanu dziri ...
Ticha Danga KUBVA mukupedza kunyora kwatakaita bvunzo musi wa4 Gumiguru, takambosaruka zvikuru tichifarira kuzorora ...
Takunda Maodza MUMIRIRI weChimanimani East mudare reNational Assembly, Cde Joshua Sacco, vari kukumbira kuHurumende ...
Malven Mugadzikwa ZIMBABWE Human Rights Commission (ZHRC) yakabatana nebazi redzidzo yepuraimari nesekondari mukutanga ...
Muchaneta Chimuka AIVA makuwerere paMhizha Primary School iri kuHighfield, muHarare, nemusi weChishanu svondo rapera apo ...
Nqobile Tshili ari kuBULAWAYO ZVICHEMO zvematicha zvavari kusangana nazvo mubasa ravo zvinofanirwa kugadziriswa ...
Liberty Dube MWANA anga achidzidza pachikoro cheNyamauru High School chiri kwaMutare uyo ainge achangobva mukupedza ...
Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopedzisa mubvunzo uyo watakatanga svondo rinouya. 5. Tsanangura zvinogutsa kuti nziyo ...
Muhamed Komboni KWAKANGE kusingadanwe anonzwa pane imwe hotera iri maMutare svondo rapera apo vana vanorarama nehurema ...
Ticha Danga “MAITA Mbuya Chikonamombe, chigumbu chine unye, vari Gohombwe, vari Rare. Hekani Dzete, Gusho Manyuka yangu ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey