NHAU DZEKUMATARE

6 months ago | October 4, 2023

‘Murume akandidzinga pamba nevana 3’

Phillipa Mukome-Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare anoti murume wake akamudzinga pamba zvose nevana vatatu kuitira kuti agare ...

Arasiswa ne’payslip’ mudare

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME wekuzama kunzvenga kubhadhara mendenenzi mudare achiti anotambira mari shoma akashaya ...

7 months ago | September 26, 2023

‘Vana vako vanondisveeredza ndichigeza’

Phillipa Mukome-Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare anoti atambudzwa nekushungurudzwa nemukadzi waanoroja naye pamba pamwe chete ...

‘Handirambwe zvekumhanya, dzosa zvinhu zvangu’

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME anogara kuMabvuku, muHarare, aendesa shamwarikadzi yake kudare achiti ari kuramba ...

Vanakomana zvidhakwa voshungurudza baba murwere

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME anogara mumusha weGlen Norah B, muguta reHarare, anoti ari kuoneswa pfumvu nevanakomana ...

7 months ago | September 25, 2023

Musikana anoshanda mumba aba US$7.5k

Muchaneta Chimuka MUSIKANA ane makore 23 okuberekwa anogara kuChitungwiza uyo aishanda basa remumba ndokubira ...

7 months ago | September 20, 2023

‘Wakadya mari yangu saka haungandirambe’

Phillipa Mukome-Chinhoi MUKADZI wemuguta reHarare anoti ari kugara achirohwa nekutukwa neaimbove shamwarirume yake ...

7 months ago | September 19, 2023

Mwana simbe orikita baba vake

Muchaneta Chimuka MWANAKOMANA ane makore 36 ekuberekwa wemubhuku rakwaMusvazvi, kwaSeke, akazvambaradza baba vake kunge ...

7 months ago | September 18, 2023

‘Mudzimai anondirovesa nemamonya’

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME anogara kuMabvuku, muguta reHarare, anoti ari kuoneswa ndondo neaimbova mudzimai wake uyo ...

Musungwa akarova gadhijeri mu’court’

Danisa Masuku MUSUNGWA wekurova mugadhijeri mudare redzimhosva pamberi pemutongi ndokuzobuda achitiza uye kuedza ...

‘Murume anoda kundiuraya zvose nevana’

Phillipa Mukome-Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare anoti ari kugara akabatira hana yake mumaoko sezvo aimbove murume wake ...

7 months ago | September 17, 2023

Mwanakomana odzipa baba kamukandasadza

Phillipa Mukome-Chinhoi HARAHWA inogara mumusha weWaterfalls, muguta reHarare, inoti iri kuoneswa pfumvu nemwanakomana ...

7 months ago | September 13, 2023

Ukarera imbwa nemukaka . . .

. . . munin’ina wemurume orova maiguru vekumuchengeta Phillipa Mukome-Chinhoi CHIREVO chinoti ukarera imbwa ...

7 months ago | September 5, 2023

‘Anoda kumitiswa nemurume wangu’

Phillipa Mukome Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare anoti ari kushungurudzwa nemukadzi anodanana nemurume wake uyo waanoti anoda ...

7 months ago | September 4, 2023

Murume osarudza kurara mu’garden’ pane mumba mune mudzimai

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME wekuDomboshava anoti ari kuoneswa ndondo nekugara achizvambaradzwa kurohwa nemudzimai ...

7 months ago | September 1, 2023

Muroora anonditi ndiri pfambi: Amwene

Phillipa Mukome-Chinhoi CHEMBERE inogara kuHwedza inoti muroora wayo anogara achiituka kuti ipfambi yemakoko nekudaro ...

7 months ago | August 31, 2023

Kana ashatirwa anokurura hembe dzose

Phillipa Mukome-Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare anoti ari kushaiswa mufaro nemukadzi waanotengesa pamwe chete naye zvinhu ...

7 months ago | August 30, 2023

Mukadzi anongoona ‘chimurume’ chasvetukira pamubhedha wake

Tendai Gukutikwa MUDZIMAI wekwaMutasa, mudunhu reManicaland, anoti ave nemakore anodarika gumi achishungurudzwa nemurume ...

8 months ago | August 27, 2023

‘Handichada murume, anondirova’

Phillipa Mukome-Chinhoi MUDZIMAI wekuGazebo, kuEast View, muHarare, anoti haachadi murume wake nekuti anzwa ...

8 months ago | August 26, 2023

Pastor azvambaradza n’anga iri musvo

Danisa Masuku MUFUNDISI wekuMakokoba, kuBulawayo, akashamisa vagari venzvimbo iyi apo akarova muroja wake uyo anove ...