NHAU DZEKUMATARE

9 months ago | July 27, 2018

‘Amai teverai baba muguva’

Gamuchirai Muzanenhamu MUMWE mudzimai anoti ari kuoneswa ndondo nemwanakomana wake uyo anomurova pamwe nekumuudza kuti ...

Chimoko chobvarura mabhurugwa

Lizzy Mushoriwa MURUME wekufurufushwa neshamwarikadzi yake – iyo anoti inomutevera kubasa ichimubvarura matirauzi ...

Chikomba bara chichisiya ‘heti’

Gamuchirai Muzanenhamu MURUME wekuendeswa kudare nemudzimai wake achinzi anomushungurudza anoramba mhosva iyi achiti ...

‘Murume wako handimude’

Gamuchirai  Muzanenhamu MUKADZI wekugara achirikitwa nemumwe mudzimai uyo anomupomera kuti akamubatikidza achisasana ...

10 months ago | July 6, 2018

Oroverwa chitsidzo chepamuchato

Gamuchirai Muzanenhamu— VANHU vaiva mudare vakakahadzika apo mumwe mukadzi akati ari kuoneswa pfumvu nemurume wake ...

Akaisira mukadzi chepfu mumvura

Gamuchirai Muzanenhamu— VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mudzimai akati murume wake akamuisira muchetura ...

Ogara nhaka baba vapenyu

Janet Chari— MURUME wekuTafara, muguta reHarare, akapotera kudare achiti mwanakomana wake anoda kumuuraya ...

Akapirwa gupuro kubasa

Gamuchirai Muzanenhamu— MURUME samusha anoti mudzimai wake akamutevera nebhegi rizere mbatya dzake kubasa kwake ...

‘Sori ndakadanana nemurume wenyu’

Janet Chari— MUKADZI wekudanana nemurume wemuridzi ava kuzvidemba sezvo achiti ari kugara achirikitwa kurohwa ...

11 months ago | June 8, 2018

‘Ndakatiza murume wangu ava kurwara’

Gamuchirai Muzanenhamu MUDZIMAI wekuti aigara achioneswa ndondo neaimbova murume wake anoti akazofara zvikuru murume uyu ...

11 months ago | June 1, 2018

Mwana mbavha oparira mubereki

Janet Chari MWANAKOMANA mbavha aparira amai vake avo vanoti vava kuoneswa pfumvu nemuvakidzani wavo achiti ari kubirwa ...

Akaponderwa mari yaive mufoni

Kingstone Mapupu MAPURISA ekuMasvingo, vari kutsvaga murume aisevenza semufudzi wemombe pamumwe musha weko nekuda ...

11 months ago | May 11, 2018

Otuka mukadzi nevana zvinyadzi

Janet Chari MUKADZI wekuti iye nevana vake vari kuoneswa ndondo nemurume wake uyo ane marambadoro akazopotera kudare ...

Mwedzi 2 afirwa, onzi tuta twako

Janet Chari MUMWE mudzimai anoti muramu wake amuka chibhebhenenga nekuda kumudzinga pamba kwangopera chipo chemwedzi ...

Oda kupisira mhuri mumba

Gamuchirai Muzanenhamu MUMWE mukadzi anoti murume wake anogara achida kumupisira mumba pamwechete nevana vavo uye ane ...

Vakadzi voburana pabarika

Janet Chari MUDZIMAI wechipiri pabarika anoti ari kushungurudzwa nekurohwa nemukadzi wechitatu izvo zvazomutuma kupotera ...

Vamwene nemuroora tiba! ‘Vanotaurisa amai ava’… ‘Muroora ...

Gamuchirai Muzanenhamu VAMWENE vekudhonzera muroora kudare vachiti ari kuvashungurudza vakazoshaya pekupinda nekunyara ...

12 months ago | May 4, 2018

‘ndinorohwa natezvara’‘. . . apa vakatora mwana wavo’ ‘. . . ...

Gamuchirai Muzanenhamu MUKUWASHA akazopotera kudare redzimhosva achiti tezvara vake vari kumuonesa ndondo nekumurova ...

‘Ndofira tsvina yevana here?’

Malven Mugadzikwa MUKADZI wemuHarare anoti haasisina rugare nemuvakidzani wake uyo ave kufamba nebanga achiti anoda ...

Vorwira makuva

Janet Chari VAVAKIDZANI vakamisidzana mudare redzimhosva nekuda kwenyaya yemakuva ayo anonzi mumwe akakomberedza ...