Nhau Dzemadzimai

22 mins ago | March 24, 2023

Zvinosangana nagadhi wechikadzi pabasa

Muchaneta Chimuka BASA rekuchengetedza zvinhu mumakambani kare raisishorwa zvakanyanya richitorwa serinoitwa nevanhu ...

ZVIRI MUGAPU: Kubika nhopi yemashamba ine dovi

naMuchaneta Chimuka NHOPI yemashamba kudya kwepasichigare kunovaka muviri. Tonderai Mhlanga wekuGweru anotipakurira ...

1 week ago | March 16, 2023

Vanhukadzi vounza shanduko

Muchaneta Chimuka MADZIMAI, vanasikana pamwe nevarume vari kubatana neruzhinji rwenyika mukucherechedza mwedzi waKurume ...

1 week ago | March 14, 2023

ZVIRI MUGAPU . . . Kubika mazondo emombe

naMuchaneta Chimuka MAZONDO kudya kunovaka muviri sezvo tichiwana mapuroteni kubva maari. Mai Ropafadzo Mazhambe ...

3 weeks ago | March 4, 2023

Kubika mufushwa wehowa une dovi

Muchaneta Chimuka MUFUSHWA wehowa unonaka zvikuru kana uchinge wabikwa nemazvo. Tinowana mapuroteni uye iron kubva ...

2 months ago | January 17, 2023

Fodya yatanga kukohwewa

Samuel Kadungure KUKOHWEHWA kwefodya yemadiridziro neyakarimwa pachishandiswa mvuya yekunaya kwatanga kunzvimbo zhinji ...

3 months ago | January 4, 2023

ZVIRI MUGAPU: Kugadzira salad nebeetroot

Muchaneta Chimuka SALAD yakagadzirwa neBeetroot kudya kunosimudzira utano hwevanhu nekuti kazhinji inogadzirwa nemichero ...

3 months ago | December 20, 2022

Mamwe makangirwo emazai

ZVIRI MUGAPU Muchaneta Chimuka MAZAI anofarirwa nevanhu vemazera ose sezvo ari nyore kudya, uye tinowana mapuroteni ...

5 months ago | October 27, 2022

Kubika muboora une dovi

ZVIRI MUGAPU naMuchaneta Chimuka MUFUSHWA wemuboora une dovi kudya kunovaka muviri zvakanyanya. Svondo rino Mai Tino ...

5 months ago | October 26, 2022

Nembeva, sadza rinotoita shoma

ZVIRI MUGAPU naMuchaneta Chimuka USAVI hwembeva hunofarirwa nevanhu vakawanda uye svondo rino Mbuya Natai Mutema ...

5 months ago | October 18, 2022

Rupiza: Kudya kune utano, kuchigutsa

ZVIRI MUGAPU Muchaneta Chimuka RUPIZA rwenyemba nenyimo kudya kunovaka muviri uye kuchigutsa. Uku gudya kwakagara kuriko ...

6 months ago | September 21, 2022

Vonanzvira mari nedovi

Muchaneta Chimuka MADZIMAI nevarume vanodarika 60 avo vakaremara uye vanova nhengo dzesangano reZimbabwe International ...

6 months ago | September 17, 2022

Hwindi wechidzimai ava nedzimba 3

Kingstone Mapupu MUDZIMAI akaroorwa uyo anova hwindi kumabhazi ekuMbare muHarare, anoti hakuna basa rinofanirwa kunzi ...

7 months ago | September 2, 2022

‘Basa ibasa, hazvina kuti mukadzi’

Kingstone Mapupu SABHUKU wechidzimai wekudunhu raMambo Mazvihwa, kuZvishavane anoti hakuna basa rinofanirwa kunzi ...

8 months ago | July 20, 2022

Kukanga madora zvemandorokwati

ZVIRI MUGAPU naMuchaneta Chimuka MADORA kudya kune utano sezvo tichiwana mapuroteni akawanda kubva maari uye anotora ...

9 months ago | June 29, 2022

Vamitisa murwere wepfungwa

Muchaneta Chimuka YAKAVA batai-batai pachiteshi chinokwirirwa mabhazi paMakoni kuChitungwiza nemusi weMuvhuro uno apo ...

9 months ago | June 21, 2022

Musoro wemombe une dovi

ZVIRI MUGAPU naMuchaneta Chimuka NYAMA yemusoro wemombe ine dovi kudya kunovaka muviri sezvo ichitipa mapuroteni ...

12 months ago | March 31, 2022

Nhamo yekubarwa usina chibereko

Muchaneta Chimuka DAMBUDZIKO rekuzvarwa kwemunhukadzi asina chibereko kana nzvimbo inogara mazai (ovaries) riri ...

Madzimai oita zvinorova

Muchaneta Chimuka MADZIMAI ari kuita mabasa makukutu munyaya dzekurima uko kunove hwaro hwebudiriro yeupfumi hwenyika. ...

12 months ago | March 26, 2022

Mudzimai oruka mari nemaruva  Mhuri yarerwa nemaruva

Muchaneta Chimuka VANHUKADZI vari kuita mabasa makukutu munyaya dzekusimudzira budiriro yeZimbabwe nenzira dzakasiyana. ...