Samuel Kadungure KUKOHWEHWA kwefodya yemadiridziro neyakarimwa pachishandiswa mvuya yekunaya kwatanga kunzvimbo zhinji ...
Muchaneta Chimuka SALAD yakagadzirwa neBeetroot kudya kunosimudzira utano hwevanhu nekuti kazhinji inogadzirwa nemichero ...
ZVIRI MUGAPU Muchaneta Chimuka MAZAI anofarirwa nevanhu vemazera ose sezvo ari nyore kudya, uye tinowana mapuroteni ...
ZVIRI MUGAPU naMuchaneta Chimuka MUFUSHWA wemuboora une dovi kudya kunovaka muviri zvakanyanya. Svondo rino Mai Tino ...
ZVIRI MUGAPU naMuchaneta Chimuka USAVI hwembeva hunofarirwa nevanhu vakawanda uye svondo rino Mbuya Natai Mutema ...
ZVIRI MUGAPU Muchaneta Chimuka RUPIZA rwenyemba nenyimo kudya kunovaka muviri uye kuchigutsa. Uku gudya kwakagara kuriko ...
Muchaneta Chimuka MADZIMAI nevarume vanodarika 60 avo vakaremara uye vanova nhengo dzesangano reZimbabwe International ...
Kingstone Mapupu MUDZIMAI akaroorwa uyo anova hwindi kumabhazi ekuMbare muHarare, anoti hakuna basa rinofanirwa kunzi ...
Kingstone Mapupu SABHUKU wechidzimai wekudunhu raMambo Mazvihwa, kuZvishavane anoti hakuna basa rinofanirwa kunzi ...
ZVIRI MUGAPU naMuchaneta Chimuka MADORA kudya kune utano sezvo tichiwana mapuroteni akawanda kubva maari uye anotora ...
Muchaneta Chimuka YAKAVA batai-batai pachiteshi chinokwirirwa mabhazi paMakoni kuChitungwiza nemusi weMuvhuro uno apo ...
ZVIRI MUGAPU naMuchaneta Chimuka NYAMA yemusoro wemombe ine dovi kudya kunovaka muviri sezvo ichitipa mapuroteni ...
Muchaneta Chimuka DAMBUDZIKO rekuzvarwa kwemunhukadzi asina chibereko kana nzvimbo inogara mazai (ovaries) riri ...
Muchaneta Chimuka MADZIMAI ari kuita mabasa makukutu munyaya dzekurima uko kunove hwaro hwebudiriro yeupfumi hwenyika. ...
Muchaneta Chimuka VANHUKADZI vari kuita mabasa makukutu munyaya dzekusimudzira budiriro yeZimbabwe nenzira dzakasiyana. ...
Muchaneta Chimuka BHINZI kudya kunovaka muviri sezvo dziine mapuroteni uye dziri nyore kubika. Svondo rino tiri ...
Muchaneta Chimuka HURUMENDE yakabatana nesangano reEuropean Union, United Nations uye Epworth Local Board svondo rapera ...
Muchaneta Chimuka USAVI hwemufushwa wemunyemba kudya kunovaka muviri uko pasichigare kwaiita kuti vanhu vagare ...
Muchaneta Chimuka MADZIMAI anova nhengo dzesangano reWomen in Agriculture Union (WUA) vari kuita mabasa makukutu ekurima ...
Muchaneta Chimuka SANGANO rakazvimirira reThe Sister Accord Foundation rine hurongwa hwekutsigira madzimai nevasikana ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey