Muchaneta Chimuka SANGANO rakazvimirira reThe Sister Accord Foundation rine hurongwa hwekutsigira madzimai nevasikana ...
Muchaneta Chimuka VANASIKANA vanonzi vari panyatwa huru yekukanganiswa nekusanduka kwemamiriro ekunze uko kunogona kuuya ...
Muchaneta Chimuka GURUKOTA revanhukadzi nekusimudzirwa kwemabhizimisi madiki neari pakati nepakati, Cde Sithembiso ...
USAVI hwenyama yeguru hunonaka zvikuru uye tinowana mapuroteni kubva kwahuri asi hunoda kubikwa zvakanaka. Svondo rino ...
Abel Ndooka SANGANO reVaChirenda Centre of Hope Foundation – rakabatana nemudzimai waMambo Seke, Mai Naume Chimanikire ...
Abel Ndooka VANHUKADZI kubva kumatunhu ose enyika vari kusimudzirwa mumabhindauko anosanganisira kuhodha zvinhu kunze ...
Muchaneta Chimuka MUDZIMAI nyanzvi mukupfuiwa kwehuku — Evangelitsa Chekera, uyo anova zvakare managing director ...
Muchaneta Chimuka “MAKARE-KARE nyika isati yawana kuzvitonga kuzere, hakuna madzimai nevanasikana vaiwaniswa kodzero ...
MATEMBA muriwo wakakosha zvikuru sezvo tichiwana iron neVitamin D uye anogona kugara kwenguva refu. Svondo rino Locadia ...
Muchaneta Chimuka HURUMENDE inopembedza mabasa ari kuitwa nevanhukadzi avo vakazvipira kubatsira mukurwisa chirwere ...
Kingstone Mapupu SANGANO reMusasa Project, rinoti riri kucherechedza zuva reInternational Women’s Day nekutarisa ...
NYAMA yezvikanganwahama inonaka zvikuru sezvo zvisina mafuta akanyanya. Svondo rino VaSimson Lukasi vekuBindira ...
Kingstone Mapupu SANGANO rinorwira kodzero dzevanhukadzi, reMusasa Project, rinoti gore rino mhirizhonga dzemudzimba ...
Kingstone Mapupu MAMBO Zimunya vekwaMutare, vanoti mudunhu ravo vari kucherechedza mazuva gumi nematanhatu ekurwisa ...
MUFUSHWA wemunyemba kudya kunovaka muviri kubva pasichigare uko kwaiita kuti vakuru vekare vagare vakagwinya uye ...
Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...
ZVIRI MUGAPU Muchaneta Chimuka USAVI hwehowa hunonaka kunge nyama ndokunge hukabikwa nemazvo uye hune kudya ...
Daphne Machiri VAIMBI vechidzimai vakabatana kutsikisa kambo kanonzi “Munhukadzi” ako kanotaura pamusoro ...
Abel Ndooka VATSIGIRI vanotevera Tyra Chikocho – uyo anozivikanwa saMadam Boss – vari kupa mafungiro avo ...
Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright