naMuchaneta Chimuka NHOPI yemashamba kudya kwepasichigare kunovaka muviri. Tonderai Mhlanga wekuGweru anotipakurira ...
naMuchaneta Chimuka MAZONDO kudya kunovaka muviri sezvo tichiwana mapuroteni kubva maari. Mai Ropafadzo Mazhambe ...
Muchaneta Chimuka MUFUSHWA wehowa unonaka zvikuru kana uchinge wabikwa nemazvo. Tinowana mapuroteni uye iron kubva ...
Muchaneta Chimuka SALAD yakagadzirwa neBeetroot kudya kunosimudzira utano hwevanhu nekuti kazhinji inogadzirwa nemichero ...
ZVIRI MUGAPU Muchaneta Chimuka MAZAI anofarirwa nevanhu vemazera ose sezvo ari nyore kudya, uye tinowana mapuroteni ...
© 2023 Kwayedza | Disclaimer | Copyright