NHAU DZEMITAMBO

2 months ago | January 25, 2019

Vashandi veHurumende wowana mari Chishanu

Freeman Razemba VASHANDI veHurumende vachawana mari yavo yechikamu che22,7 yema”allowance” iyo yavakapihwa naPresident ...

2 months ago | January 18, 2019

FC PLATINUM, ESPERANCE DHUMA-DHUMA! … Munhandare isina vatsigiri

Tinashe Kusema NORMAN Mapeza, murairidzi weFC Platinum anogashira mashoko ekuti chikwata chake chichatatsurana ...

2 months ago | January 11, 2019

Muchatiguta: Masomere

Abel Ndooka MURAIRIDZI weManica Diamond, Luke ‘Vahombe’ Masomere, anoti chikwata chake icho chiri kukwikwidza muCastle ...

Emery oda vamwe vatambi

UNAI Emery anovimba kuti Arsenal ichamutsigira muna Ndira uno nekumutengera vamwe vatambi, asi akaramba kutaura kuti ...

Fury adzoka mudariro

AIMBOVE shasha ine bhande retsiva reheavyweight – Tyson Fury – akadzoka kuMarbella nemurairidzi wake Ben ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo uripo pakati peFC Platinum neOrlando Pirates nemusi weMugovera ...

Fabregas akachemera vatsigiri

CESC Fabregas achiri mutambi weChelsea kunyangwe hake akawonekana nevatsigiri vechikwata ichi musi weMugovera wadarika ...

2 months ago | January 4, 2019

Tinoda kushaina: Mapeza

Abel Ndooka MURAIRIDZI weFC Platinum Norman Mapeza anoti ane chishuviro chekuti chikwata chake chive chimwe chezvikuru ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo uripo pakati peKaizer Chiefs neMamelodi Sundowns nemusi ...

3 months ago | December 28, 2018

‘Kamambo tomutsigira’

Abel Ndooka SHASHA dzakamboita mukurumbira dzichitamba nhabvu munyika muno dzinoti dziri kutsigira zvikuru kusarudzwa ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudzei kuti mutambo uriko pakati peLiverpool neArsenal nemusi weMugovera, kuAnfield ...

3 months ago | December 21, 2018

Mwari ndiye anoziva: Phidza

Abel Ndooka AIMBOVE mutungamiriri weZifa, Phillip ‘Phidza’ Chiyangwa, anoti Mwari voga ndivo vanoziva kuti achadzoka ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudzei kuti mutambo uriko pakati peArsenal neBurnley kuEmirates Stadium nemusi ...

3 months ago | December 14, 2018

PSL yotanga August

Abel Ndooka SANGANO rePremier Soccer League iro rinoronga mitambo yeCastle Premiership rinoti riri kuronga kuti kutanga ...

3 months ago | December 7, 2018

Mutasa akapotsa atiny’udza: DeMbare

Abel Ndooka MWAKA wenhabvu wa2018 uchagara mundangariro dzevatsigiri veDynamos sezvo gore rino chikwata ichi chakapona ...

4 months ago | November 30, 2018

Kuzunza mambure konetsa

2010: 20; 2017: 17; 2018: 17 Abel Ndooka MUMAKORE masere adarika, zvikwata zvinokwikwidza muCastle Premiership zviri ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudzei kuti mutambo uripo pakati peArsenal neTottenham Hotspur weNorth London Derby ...

4 months ago | November 23, 2018

Handiende: Chiyangwa. . . ‘Ini ndini ndine yese’

Abel Ndooka MUTUNGAMIRI wesangano rinoona nezvenhabvu munyika muno reZimbabwe Football Association (Zifa) – ...