NHAU DZEMITAMBO

4 months ago | November 23, 2018

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership uriko pakati peNichrut FC neDynamos FC ...

Castle Preimership log

Team                                                    P              W            D             L              ...

4 months ago | November 16, 2018

Tabhadhara zvikwereti zvose: Zifa

Abel Ndooka SANGANO rinotungamira nhabvu munyika muno reZimbabwe Football Association (Zifa) rinoti rakapedza kubhadhara ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weChibuku Super Cup final uriko pakati peHarare City neTriangle ...

4 months ago | November 8, 2018

Tatarisa caf: Mapeza

Abel Ndooka MURAIRIDZI weFC Platinum, Norman Mapeza, anoti pachine basa guru kuti chikwata chake chibudirire kukunda ...

5 months ago | November 2, 2018

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti mutambi wemadhirama watakaburitsa papeji rino – uyo akaita ...

Zvakabhadhara: Mujaji

Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa munyaya dzemujaho wekumhanya – Elliot Mujaji – anoti kuzvininipisa kwaakaita ...

5 months ago | October 26, 2018

Ndiri kuenda kuAfcon: Chigova

Abel Ndooka MUBATI wepagedhi wechikwata chenyika chemaWarriors nePolokwane City yekuSouth Africa, George Chigova, anoti ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudzei kuti mutambo weChibuku Super Cup semi-final uripo pakati peHarare City ...

5 months ago | October 19, 2018

Ndiri kudzidza Zim: Darikwa

Abel Ndooka MUTAMBI wechikwata chenyika chemaWarriors neNottingham Forest yekuEngland, Tendayi Darikwa, anoti ari ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership uriko nemusi weSvondo pakati peDynamos FC ...

5 months ago | October 12, 2018

Ndakada kuzviuraya: Mosquito

Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa munyaya dzetsiva, Alfonso ‘Mosquito’ Zvenyika anoti ane nguva yaakambopindwa nepfungwa ...

Kaka odzoka munhabvu

AIMBOVE mutambi wenhabvu weBrazil, Kaka, anonzi ari kutarisirwa kudzoka kuzotambira chikwata cheMonza icho chiri ...

Khabib otya kurangwa nababa vake

BABA vaKhabib Nurmagomedov – Abdulmanap – oyambira kuti murango waachapa mwana wake uchange uri mukuru ...

6 months ago | October 5, 2018

Mitambo kumaruwa yosimudzirwa

Abel Ndooka SANGANO rakazvimirira reFunani Foundation rosimudzira vechidiki vekumaruwa vane matarenda mumitambo yakaita ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weChibuku Super Cup semi-final uriko pakati peHarare City ...

Zviri kudiwa naCoventry

Abel Ndooka GURUKOTA rebazi revechidiki, mitambo nekutandara – Kirsty Coventry – anoti basa raakapihwa ...

Mbappe haasi kuzouya: Guardiola

PEP Guardiola anoramba mashoko ekuti chikwata chake chiri kuda kubhadhara mari inosvika 200 miriyoni paunzi kuti ...

6 months ago | September 28, 2018

‘dembare hainyure’

Abel Ndooka MUTAMBI weDynamos FC, Kudzanayi Dhemere, anotsidza kuti iye pamwe nevamwe vatambi vechikwata ichi vachasunga ...

Sikandar odzoka kuzc

Abel Ndooka MUTAMBI wecricket, Sikandar Raza, akasarudzwa kuti agove muchikwata cheZimbabwe Cricket icho chichaenda ...