NHAU DZEMITAMBO

8 months ago | August 31, 2018

Mayweather oyambira Nurmagomedov

FLOYD Mayweather oyambira Khabib Nurmagomedov apo akatarisana nemutambo wake naConor McGregor weUFC 229.

Ndezvenhando izvo: Warren

PUROMOTA waTyson Fury, Frank Warren, anoramba mashoko ekuti mutambi wetsiva uyu – uyo anozivikanwa saGypy King ...

Eboue odzoka munhabvu

AIMBOVE mutambi weArsenal, Emaanuel Eboue (35), anogona kudzoka munhabvu achitambira LA Galaxy, makore maviri apedzisira ...

Akafira ‘snooker’

Kingstone Mapupu MUNHU mumwe chete akafa svondo rapera pabongozozo rekurwira mutambo we”snooker” kana kuti “pool” ...

Tsigirai Division 1: Mushonga

Abel Ndooka MUNYORI mukuru weZifa Northern Region Division One, Sweeney Mushonga, anoti makambani akawanda anofanirwa ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudzei kuti mutambo weCastle Premiership uriko nemusi weSvondo pakati peHighlanders ...

8 months ago | August 24, 2018

Tsigirai Emery: Mkhitaryan

HENRIKH Mkhitaryan anoti anofunga kuti sitayera yekutamba nhabvu yaUnai Emery ichabhadhara zvikuru kuArsenal uye ...

McGregor, Nurmagomedoc votatsurana

SHASHA yekuongorora mutambo weMMA, Robin Black, anoti anofunga kuti Conor McGregor achasendeka kukwikwidza mumutambo ...

Young Igwe osimudzira maboozer

Abel Ndooka ZVIKWATA zvitanhatu zvenhabvu yemaboozer zvichasangana svondo rino nemusi weMugovera paPrince Edward School, ...

‘Bhora radhakwa’: mitambo yeDynamos, caps haisisina mukurumbira

Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa ichitamba nhabvu kuzvikwata zvinoti Arcadia United, CAPS UNITED nemaWarriors – ...

Young Igwe osimudzira maboozer

Abel Ndooka ZVIKWATA zvitanhatu zvenhabvu yemaboozer zvichasangana svondo rino nemusi weMugovera paPrince Edward School, ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weHarare Derby uripo pakati peDynamos neCAPS UNITED nemusi ...

8 months ago | August 17, 2018

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership uripo pakati peDynamos FC neZPC Kariba FC ...

Tinorarama: Dynamos

Abel Ndooka MANEJA weDynamos FC, Richard Chihoro, anoti hazvimbofe zvakaitika kunzwa kuti DeMbare yaburitswa muligi ...

‘Aubameyang, Lacazette ka1’

PIERRE-Emerick Aubameyang anokurudzira murairidzi weArsenal – Unai Emery – kuti ashandise kuwirirana kuri ...

MaSpringboks ovimba naEtzebeth

MUTAMBI werugby wekuSouth Africa, Eben Etzebeth, ari kutarisirwa kutamba mutambo wake wekutanga achitambira nyika yake ...

8 months ago | August 16, 2018

Nadal akabuda muCincinnati Masters

SHASHA yemutambo wetenesi pasi rese, Rafael Nadal (32), akabuda mumutambo weCincinnati Masters sezvo ari kuedza kutanga ...

8 months ago | August 10, 2018

‘Musamhanye kusaina kondirakiti’

Abel Ndooka KAMBANI inomirira vatambi vemitambo yakasiyana yeSafel Insurance inoti zvakakosha zvikuru kuti vasangomhanya ...

KuZifa handibve ini: Phidza . . . ndiko kukereke kwangu

Abel Ndooka MUTUNGAMIRIRI wesangano rinoona nezvenhabvu munyika muno reZimbabwe Football Association (Zifa), Phillip ...

Fury otatsurana naWilder

TYSON Fury anoti vakanyorerana pasi chibvumirano nevamiriri vaDeontay Wilder kuti vaviri ava vagorwe mumutambo ...