NHAU DZEMITAMBO

9 months ago | June 29, 2018

‘Tamirira Senegal’

AFRICA yose ichange yakatarira chikwata  cheLions of Teranga chekuSenegal nhasi (musi weChina) apo chichasangana ...

‘Timu dzemuHarare hadzilume’

APO mwaka wemutambo wePremier Soccer League wave pakati nepakati, mubvunzo une vatsigiri vazhinji venhabvu ndewekuti ...

Nyamutsika, Mhandu hutu nemukombe

SHANGWITI dzemujaho wemarathon – Caniscious Nyamutsika naCaroline Mhandu – ndivo vakahwina mujaho weTanganda ...

9 months ago | June 22, 2018

Tiri mumadhaka: Mutasa

MURAIRIDZI weDynamos FC – “Lloyd Samaita” Mutasa – anoti pavamire parizvino semaGlamour Boys palog table ...

Tanganda Half Marathon yoitwa

Abel Ndooka— KUCHANGE kusingadanwe anonzwa svondo rino kwaMutare uko shangwaiti dzekumhanya, kusanganisira ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo uripo pakati peDynamos FC neChicken Inn nemusi weSvondo kuRufaro ...

Votatsurana mumitambo yenaph

ACHANGE ari makuwerere nomusi weChishanu chino paAlfred Beit Primary, muHarare, apo shasha dzakakunda mumitambo ...

Chisora orovana naTakam

DERECK Chisora (34) acharwa naCarlos Takam (37) apo vanenge vachitsigira mutambo waDillian Whyte naJoseph Parker.

Napoli yoshuvira Cech

NAPOLI iri kuda kutenga mubati wepagedhi weArsenal, Petr Cech (36), nechikwereti.

9 months ago | June 15, 2018

‘Tave kuda Afcon’

. . . Chiyangwa otaura nezvekuhwinha kuCosaf MUTUNGAMIRIRI wesangano rinoona nezvenhabvu munyika reZimbabwe Football ...

World Cup: Chabvondoka

KUCHANGE kusingadanwe anonzwa svondo rino kutanga musi weChina apo pasi rose richange rakatarira kunyika yeRussia uko ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership uripo pakati peFC Platinum neHighlanders ...

Chikoro chitsva kuMuzarabani

SANGANO rakazvimirira reOpen Heart Disability Trust, iro rinomiririra kodzero dzevanhu vakaoma mitezo, rakavhura chikoro ...

10 months ago | June 8, 2018

Ndazvipira: Chigova

Abel Ndooka MUBATI wepagedhi wemaWarriors – George Chigova – anoti akazvipira kubatsira chikwata chake ...

Reina opembedza Sarri

PEPE Reina anoti aimbove murairidzi wake, Maurizio Sarri, anogona kurairidza zvikwata zvikuru zvichitevera mashoko ari ...

World Cup Russia fixtures

China 14 Chikumi Russia vs Saudi Arabia (Group A) – Moscow (Luzhniki) – 4pm – ITV Chishanu 15 Chikumi ...

‘Joshua, Wilder votyanana’

EDDIE Hearn akapa chikwata chaDeontay Wilder kusvika pakupera kwevhiki rino kuti mutambi wavo agorwa naAnthony Joshua ...

10 months ago | June 1, 2018

Mukana weAfrica kuWC . . . vamwe vanoti Nigeria, Senegal

Abel Ndooka MUMASVONDO mashoma anotevera, pasi rose richange rakatarira kutanga kwemakwishu makuru enhabvu eFifa World ...

Haye osendeka tsiva

DAVID Haye (37) ari kutarisirwa kusendeka magirovhosi ake etsiva izvo zvichamuona achizorora kubva mumutambo uyo ...

Messi oshuwira World Cup

MUTAMBI weArgentina, Lionel Messi, anoti anoda chaizvo kuhwina mukombe weWorld Cup iyo ichatanga masvondo mashoma ari ...