NHAU DZEMITAMBO

11 months ago | June 8, 2018

Reina opembedza Sarri

PEPE Reina anoti aimbove murairidzi wake, Maurizio Sarri, anogona kurairidza zvikwata zvikuru zvichitevera mashoko ari ...

World Cup Russia fixtures

China 14 Chikumi Russia vs Saudi Arabia (Group A) – Moscow (Luzhniki) – 4pm – ITV Chishanu 15 Chikumi ...

‘Joshua, Wilder votyanana’

EDDIE Hearn akapa chikwata chaDeontay Wilder kusvika pakupera kwevhiki rino kuti mutambi wavo agorwa naAnthony Joshua ...

11 months ago | June 1, 2018

Mukana weAfrica kuWC . . . vamwe vanoti Nigeria, Senegal

Abel Ndooka MUMASVONDO mashoma anotevera, pasi rose richange rakatarira kutanga kwemakwishu makuru enhabvu eFifa World ...

Haye osendeka tsiva

DAVID Haye (37) ari kutarisirwa kusendeka magirovhosi ake etsiva izvo zvichamuona achizorora kubva mumutambo uyo ...

Messi oshuwira World Cup

MUTAMBI weArgentina, Lionel Messi, anoti anoda chaizvo kuhwina mukombe weWorld Cup iyo ichatanga masvondo mashoma ari ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership pakati peTriangle United neDynamos nemusi ...

11 months ago | May 25, 2018

‘Batsirai Dynamos’ . . . zvave kuda Mwari: Romario

Abel Ndooka VATSIGIRI venhabvu vezvikwata zvakasiyana vokurudzirwa kuti vabatane nezvikwata zvavo mukuzvibatsira kupedza ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership pakati peDynamos FC neHerentals FC uriko ...

‘Siyanai nezvinodhaka’

Kingstone Mapupu VATAMBI vekarate vokurudzirwa kuti vasiyane nekutora zvinodhaka uyewo nekuti vave nehunhu hunoyemurika ...

11 months ago | May 18, 2018

BHORA HANDI KUTAURA: ‘BAMBO’ CHUNGA

SHASHA yakambonetsa munhabvu – Moses “Bambo” Chunga – anoti chakakosha kuti munhu ave murairidzi webhora ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership uriko nemusi weSvondo pakati peHighlanders ...

11 months ago | May 11, 2018

yangova ‘go bhora’. . . zvibodzwa 178 zvazunguza mambure

Abel Ndooka SVONDO rino mutambo weCastle Premiership uri kupinda muvhiki re11 apo zvikwata 18 zvose zviri kukwikwidza ...

pe yakahwapura mukombe

Abel Ndooka CHIKORO chePrince Edward ndicho chakahwapura mukombe wemakwikwi eDairyboard Rugby Schools Festival ayo ...

‘Zvimbokoma zvaJoshua naWilder zvombomiswa’

Anthony Joshua anofanirwa kumira kwegore rese asati arwa naDeontay Wilder mumutambo weWorld Heavyweight Title ...

Zvikwata zviri kundichemera: Wenger

ARSENE Wenger anoti zvikwata zvakawanda zvauya kwaari zvichida kumutenga apo ari kugadzirira kubva kuArsenal iyo ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership uriko pakati peCAPS UNITED neNgezi Platinum ...

12 months ago | May 4, 2018

Tinotambira kuhwinha: Ngezi

Abel Ndooka KUBVA gore ra2016 apo Ngezi Platinum Stars yakatanga kukwikwidza muCastle Premiership, chikwata ichi change ...

Joshua ndomurikita: Tyson Fury

TYSON Fury anoti ane idi rekuti anokwanisa kukunda Anthony Joshua uyo ane bhande reWorld Heavyweight.

Juventus yodzora Morata

JUVENTUS iri kuedza kudzora mutambi weChelsea – Alvaro Morata – zvichitevera kutatarika kwaaita mumwaka wake ...