NHAU DZEMUNO

4 weeks ago | February 22, 2019

Kuzivikanwa nemahwani akapfeka ngowani

IMBWA HAIHUKURE SADZA naIgnatius Mabasa NDIRI kunyora ndiri kure nekumba. Chinondipa tariro ndiri kwandiri kuno ...

1 month ago | February 15, 2019

‘Ndinotsindira vakadzi vakaroorwa – N’anga

Kingstone Mapupu MURUME wekuChinhoyi — uyo aimbova n’anga yaiuchika vakadzi asi iye zvino ave pastor wechechi — anoti ...

Muroyi otongerwa ‘border jumping’

‘Ndakapinda muZim ndichibhururuka murusero’ Runesu Gwidi ari kuBIKITA MUDARE redzimhosva rekuBikita, kuMasvingo, mune ...

‘Mapurisa muchapera kufa’

Mwedzi uno, iwo uno uyu . . . Sukoluhle Ndlovu TSIKAMUTANDA wekuGweru —uyo nguva yadarika akambokonzeresa mushure ...

‘Anondituka nezvehiv’

Tatenda Shuro MURUME wekuMbare, muHarare, akachema-chema mudare achiti mudzimai wake anomutuka pajekerere pamusoro ...

‘Muti wekutaura une chivanhu’

Sukoluhle Ndlovu TSIKAMUTANDA wekuGweru —uyo nguva yadarika akambokonzeresa mushure mekunge aenda kudare reGweru ...

Sainzi dzinokosha: rcz

Abel Ndooka BOKA rinoona nezvetsvakurudzo munyika muno, reResearch Council of Zimbabwe (RCZ), rinoti zvakakosha ...

‘Exam fees’ haisi kukwira

Zvamaida Murwira MARI inobhadharwa nevadzidzi kuti vanyore mazamanishoni emuno haina kukwidzwa zvichitevera chisungo ...

‘Murume ari kuzviti ndiMwari mupengo’

‘. . . ongororwa pfungwa’ Kingstone Mapupu MURUME wemuHarare ari kuzviti akambofa, ndokuzomuka kwapera mazuva maviri ...

‘Hatingopusha broom bedzi, kana varume . . .’

Sisi vebasa vanopinda mu’bedroom’ here? Handidi nemubhedha wangu’ ‘Mbudzi inodya payasungirwa’ ‘Ukandifinhura ...

Delta yopa bhezari

Walter Mswazie ari kuMASVINGO KAMBANI yeDelta Corporation yakatanga chirongwa chemakore maviri chekubatsira mwana anobva ...

Manje isu hatikwatiswe: Zrp

Kingstone Mapupu MUTAURIRI wemapurisa munyika, Assistant Commissioner Paul Nyathi, vari kuyambira vanhu vane katsika ...

Wako mupe rudo

GORE roga-roga musi wa14 Kukadzi pasi rose vanhu vanotenda mazviri vanocherechedza zuva rinodaidzwa kuti Valentine’s Day ...

Ungazive pancake asi usingazive nhopi?

naIgnatius Mabasa NDAKANGA ndiri kune chimwe chikoro ndichibatsira vana kuti vadzidze ChiShona — kuverenga kwakanaka, ...

Nadzo rondedzero

Ticha Danga TINOFAMBIRA mberi tichibata mhando dzerondedzero. Tinoda kubata dzose kuitira kuti paya patinenge tonyora ...

1 month ago | February 8, 2019

VODZIDZISWA KUPFUYA HOVE

VARIMI vanopfuya hove nevanoda kutanga basa iri vari kuwaniswa mikana yekupihwa ruzivo rwakadzama pamusoro pebasa iri ...

‘MBANJE YANDIITA ROMBE’ -‘Ndinorova zvose nemusombodhiya’

Kingstone Mapupu “NDAPARARA nembanje nemusombodhiya!” Izvi ndizvo zviri kudunurwa nemukomana wechidiki anogara ...

Otumidza nyoka zita remwana

Michael Magoronga MWANA anonzi Tanaka ofa zvisinganzwisisike, amai vake vobva vatumidza nyoka yavo zita rekuti ...

‘Ndapedzwa mazamu nenyoka nezvidhoma’

Kingstone Mapupu MUKADZI anogara mumusha weStoneridge, muHarare, ari kutsvaga rubatsiro rwekuti arapwe mazamu ake ayo ...

Mhuri ine mhondi 2

Kingstone Mapupu MHURI yekuManyene, kuChivhu, inoti yatambudzwa nekuda kwevanakomana vayo vaviri avo vaponda vanhu ...