NHAU DZEMUNO

4 weeks ago | March 29, 2019

‘Baba vakandikumbira Kuti ndidanane namai’

“BABA vasati vafa, vakasiya vanditi ndigotora amai ndovaita mudzimai wangu – totogara tose. Izvi takawirirana kuitira ...

Mhuri yakatsvira mumba kuSA

VANHU 4 vemhuri imwe vemuZimbabwe vakafa, vamwe vavo vatatu ndokusara vakuvara zvakaipisisa apo vanonzi vakapisirwa ...

‘TABVISA MIMBA VAKADZI VEVANHU 80’

KUNE vasikana vanotengesa muviri vemuHarare vari kubuda pachena kuti ndivo vanoita basa rekubvisa madzimai akaroorwa ...

‘Ndoroyerwa kachasu’

MURUME anogara mumusha weNew St Mary’s, kuChitungwiza, anoti aoneswa nhamo nekuroyiwa nevanhu vaanoti vane godo avo ...

‘Cyclone Joanina haisvike muZim’

HURUMENDE iri kurambisisa mashoko ari kufambiswa neveruzhinji padandemutande – kusanganisira paWhatsApp – ayo anoti ...

‘Makunakuna, mweya yetsvina’

VACHIPAWO maonero avo pamusoro penyaya yekuti kuBulawayo kuna amai vakagarwa nhaka nemwanakomana wavo zvekuti vatova ...

Chi-town Trade Fair yatanga

SANGANO reChitungwiza Publicity Association nemusi weChina chino richatsigira chirongwa chekuratidzira mabasa akasiyana ...

‘Uku kuisa upenyu panjodzi’

NYAYA dzekubviswa kwepamuviri nerweseri imhosva huru munyika muno pasi pemutemo weTermination of Pregnancy Act sezvo ...

Cyclone: N’anga yakapona

N’ANGA yekuSouth Downs, kuChipinge, pamuganhu weZimbabwe neMozambique inoti hapana dambudziko rayakasangana nayo ...

Cyclone IDAI: RUBATSIRO RWOUYA

VEMAKAMBANI pamwe chete nevamwe vanhu vakazvimiririra vari kuramba vachiratidza rudo mukubatsira kwavari kuita zviuru ...

Vorwira chimbuzi

MUDZIMAI wemuHarare akaendesa mwanakomana wemurume wake kudare mushure mekunge vanetsana nenyaya yechimbuzi.

Kuenzaniswa kwemikana nebumbiro remutemo

KUENZANISWA kwemikana takatarisana nesangano reWorld Health Organisation (WHO) kunoreva kusiyana kwakaita varume ...

Vakaponda muridzi wemba

MAPURISA ekuDzivaresekwa, muHarare, vari kuferefeta nyaya yekupondwa kwemumwe mudzimai — uyo akafa nekubaiwa nebanga ...

‘Wakanzwa bhata wakabara chirema’

VAVAKIDZANI vari kumisidzana mudare nekuda kwenyaya yekushungurudzirana vasikana vebasa avo vanonzi vari kupedzisira ...

‘Usadanane nemurume watete vangu’

MUKADZI anogara kuArcadia, muHarare, akashamisa vanhu vaive mudare apo akati vavakidzani vake, avo vanova mukoma ...

Hondo yehuku yava kumatare

VAVAKIDZANI vari kumisidzana mudare redzimhosva nekuda kwenyaya yehuku dzinonzi dzanetsa nekugara dzichidya mumunda ...

Sekuru vopindira muzukurusikana . . .

MUZUKURUKADZI akamhan’arira sekuru vake kudare achiti vane katsika kekumupindira mumba make apo anenge ari musvo uye ...

1 month ago | March 22, 2019

Baba vokanda Shoko rerudo Kumwana

MURUME anova mutevedzeri wasabhuku kwaMambo Negomo, kuChiweshe, haasi kana kumbonyara kudura kuti akakundwa nemiyedzo ...

‘Takapona neburi retsono’

MURUME wekuMachongwe, kwaRusitu, kuChimanimani, akatura mafemo mushure mekufamba chinhambwe chemakiromita 40 kusvika ...