Carlos Mukombwe, uyo ane dambudziko rekusanzwa, akanyora bvunzo dzeGrade 7 dzeZIMSEC gore rapera paBindura Salvation ...
Kingstone Mapupu MURUME ane makore 39 ekuberekwa wekudunhu raMambo Nemangwe, kuGokwe anonzi akapondwa nekutemwa-temwa ...
Kingstone Mapupu MAKORORO mashanu ange arura nekupaza dzimba achiba zvinhu zvakasiyana-siyana kuGweru akasungwa izvo ...
Thupeyo Muleya NYAYA yevakadzi vaviri vemuZimbabwe vachangobva kusungwa kuSouth Africa kuMpumalanga vachipomerwa mhosva ...
Mathew Masinge DARE guru repamusoro reHigh Court rakapa Cloudio Jume muripo weUS$5 000 mushure mekunge mudzimai wake, ...
Luthando Mapepa MUMWE murimi wekuChipinge nemusi weChina chino akarasikirwa zvakanyanya zvichitevera mombe dzake nomwe ...
Muchaneta Chimuka VAGARI vemuChitungwiza vorumbidza zvakanyanya chirongwa chemutungamiriri wenyika chekucheresa ...
Munyori weKwayedza MVURA zhinji inotarisirwa kunaya munzvimbo dzakawanda dzenyika kwemazuva manomwe — kubva nhasi ...
MURUME ane makore 35 okuberekwa wekuMagunje kuHurungwe, kudunhu reMashonaland West akafa nemusi weSvondo wadarika ...
Muchaneta Chimuka GURUKOTA rezvedzidzo yepuraimari nesekondari, VaTorerayi Moyo, vanoti zvakakosha kuti nharaunda ...
Kingstone Mapupu MURUME wekwaMambo Chireya, kuGokwe anonzi akabaiwa nebanga ndokufa nemukomana waakange abvunza kuti sei ...
Liberty Dube MURUME wekuChipinge ane makore 28 okuberekwa akarova mwana ane makore matatu nebadza zvakaipisisa zvakaita ...
Muchaneta Chimuka HURUMENDE inoyambira varimi kuti vadhibhise mombe dzavo senzira yekudzivirira zvirwere zvezvishambwe ...
Kingstone Mapupu MURUME ane makore 24 okuberekwa wekuMberengwa anonzi akafa mushure mekurwiswa nevamwe varume vaviri apo ...
Tendai Gukutikwa MHURI yekwaChigodora kwaMambo Zimunya, kwaMutare iri kukandirana makobvu nematete nemumwe wemumhuri iyi ...
Muchaneta Chimuka VARWERE avo vakapihwa mibhedha pachipatara cheChitungwiza Central Hospital vakasara vaine nyemwerero ...
‘9 days’ achirara nechitunha chemurume wake Kingstone Mapupu MUDZIMAI wemumusha weStoneridge muHarare akaita ...
Munyori weKwayedza NYANZVI yenyambo – Beatrice Mudzingwa – uyo vazhinji vanoziva saBee Wezhira asununguka mwanasikana. ...
Kingstone Mapupu NYANZVI munyaya dzezvekupfuya tsuro, VaGift Jambaya (48) — avo vanoita basa ravo vari kuStappleford, ...
Kingstone Mapupu MUGARI wekuRiverside, kwaSeke padyo neUnit O, kuChitungwiza, uyo anorima mhando dzakasiyana dzembesa ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright