Vamwe 8 vafa neCovid-19 Munyori weKwayedza Vanhu vawanikwa vaine chirwere cheCivid-19 mushure mekunge vavhenekwa nhasi ...
Munyori weKwayedza Hurumende yazivisa nezvekusimbaradzwa kwematanho ekuedza kumisa kupararira kwechirwere cheCivid-19 ...
Patrick Chitumba VANHU vemuZimbabwe vari kukurudzirwa kuti varambe vachitevedzera matanho akatarwa neHurumende ekuedza ...
Munyori weKwayedza BAZI rezveutano nekurerwa kwevana ratora matanho ekuti kuvhenekwa kwevanhu chirwere cheCovid-19 ...
Tandayi Motsi SANGANO rinoona nezveutano pasi rose reWorld Health Organisation rinoti chirwere cheCovid-19 chakonzera ...
Kingstone Mapupu SANGANO rinomirira vanamujibha nanachimbwido reZimbabwe Liberation War Collaborators Association ...
Tandayi Motsi SANGANO rinoona nezveutano pasi rose reWorld Health Organisarion (WHO) rakatara matanho matsva ekubatsira ...
Muchaneta Chimuka SENZIRA yekuderedza kupararira kwechirwere cheCovid-19, chipatara chikuru cheParirenyatwa Group of ...
Muchaneta Chimuka MUTEVEDZERI wemutungamiriri wenyika Vice President Constantino Chiwenga vanoti chirwere cheCovid-19 ...
Muchaneta Chimuka PANGUVA iyo Hurumende yasvika padanho repamusoro rekuona kuti mushonga wekudzivirira chirwere ...
Tandayi Motsi HUWANDU hwevanhu vari kuwanikwa vaine chirwere cheCovid-19 muZimbabwe kwemazuva matatu akatevedzana – ...
Tandayi Motsi HURUMENDE iri kusimbaradza matanho ekurwisa chirwere cheCovid-19 muzvikoro zvichitevera kunyuka kwedenda ...
Tandayi Motsi SANGANO rinoona nezveutano pasi rose, reWorld Health Organisation (WHO), rinoti zvakakosha kuti vanhu ...
Muchaneta Chimuka MUTEVEDZERI wemutungamiriri wenyika Vice President Constantino Chiwenga vanoti chirwere cheCovid-19 ...
Tendai Rupapa MUDZIMAI wemutungamiri wenyika First Lady Amai Auxillia Mnangagwa — avo vanove patron wesangano reAngel of ...
Munyori weKwayedza HURUMENDE iri kusimbaradza matanho ekurwisa chirwere cheCovid-19 ayo anosanganisira kuti pagungano ...
Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vari kukurudzirwa kuti varambe vachitevedza matanho akatarwa nesangano reWorld Health ...
Tandayi Motsi DAMBUDZIKO guru rakatarisana neZimbabwe mukurwisa chirwere cheCovid-19 kusatevedzwa neveruzhinji matanho ...
Muchaneta Chimuka SACHIGARO weNational Blood Services Zimbabwe (NBSZ), Advocate Rodgers Matsikidze vanoti vari kutsvaga ...
Muchaneta Chimuka NATIONAL Blood Service of Zimbabwe (NBSZ) inoti kunyuka kwechirwere cheCovid-19 kwakanganisa zvirongwa ...
© 2021 Kwayedza | Disclaimer | Copyright