Nhau Dzeutano

1 year ago | February 9, 2018

‘Kubvisa mimba injodzi’

Muchaneta Chimuka BAZI reutano nekurerwa kwevana rinoti kubviswa kwemimba zvisiri pamutemo nevakadzi kuri kukonzera kufa ...

1 year ago | February 2, 2018

Voitiswa mitambo inosimbisa muviri

Muchaneta Chimuka SANGANO rekuEpworth rakazvimirira, reTZU Chi, riri kuita mabasa makukutu ekusimudzira utano ...

1 year ago | January 26, 2018

Otambudzwa negomarara remumusoro

Muchaneta Chimuka Mwanakomana wekuHatcliffe, muHarare, ari kutsvaga rubatsiro rwe$2 500 yekuti anovhiiwa gomarara ...

Mutengo weropa waderera muzvipatara

Muchaneta Chimuka Sangano reNational Blood Services Zimbabwe (NBSZ) rakadzikisa mutengo weropa zvichitevera kupindira ...

1 year ago | January 19, 2018

‘Gomarara rowanda kuvanhu vane husope’

Muchaneta Chimuka Sangano rinomiririra vanhu vanorarama nehusope, reSave the Needy House, rinoti huwandu hwemasope ari ...

Mbuya vashaya mari yekurapwa

Muchaneta Chimuka Mukadzi chembere weku-   Epworth, muHarare, ari kutsvaga rubatsiro rwekuti inovhenekwa uye kurapwa ...

1 year ago | January 12, 2018

Hokoyo nemanyoka!

Muchaneta Chimuka Sangano rinosusukidza kuchengetedzwa kwekodzero dzevanhukadzi, reWomen’s Action Group (WAG), ...

1 year ago | January 5, 2018

‘Mishonga haidi kusanganiswa’

Muchaneta Chimuka VARWERE vanenge vachitora mishonga yechivanhu kana miteuro yavanenge vapihwa kumapiorofita ...

Gomarara romudya tsoka… Anoda $450 yekuti arapwe

Muchaneta Chimuka MUKOMANA wekwaGutu ari kutsvaga rubatsiro rweUS$450 yekuti anorapwa chirwere chegomarara riri pagumbo ...

1 year ago | December 29, 2017

Zimpapers hutu nemubairo!

Muchaneta Chimuka KAMBANI huru mune zvenhau nenhepfenyuro munyika muno, yeZimpapers Group, yakapembedzwa nguva pfupi ...

‘Ruzivo rwezveutano rwakakosha’

Muchaneta Chimuka SANGANO reMedecins Sans Frontieres/Doctors Without Borders (MSF) rinoti kusawaniswa ruzivo rwakakwana ...

1 year ago | December 21, 2017

Vozvivakira kiriniki kuRushinga

Kingstone Mapupu — VAGARI vekuNyatsato, kwaMakuni, kuRushinga, vava kuzvivakira kiriniki zvichitevera nzendo refu ...

1 year ago | December 8, 2017

‘Kasikai kuongororwa gomarara’

Muchaneta Chimuka — MUKADZI wekurarama negomarara kwemakore anodarika manonwe asingazvizive kusvikira rimwe zamu ...

1 year ago | December 1, 2017

Zim yorwisa denda remoyo

Muchaneta Chimuka — CHIRWERE cheAcute Rheumatic Fever (ARF) neRheumatic Heart Disease (RHD) ndizvo zvikuru ...

World aids Day yopembererwa

MHEMBERERO dzezuva guru reWorld AIDS Day idzo dzinoitwa pasi rose nemusi wa1 Zvita dzasvika uye Zimbabwe ichaita ...

1 year ago | November 24, 2017

Zim yorwisa denda remoyo

Muchaneta Chimuka — CHIRWERE cheAcute Rheumatic Fever (ARF) neRheumatic Heart Disease (RHD) ndizvo zvikuru ...

Kuvhara pombi dzeutachiona hutsva

MHEMEBERO dzezuva guru reWorld AIDS Day idzo dzinoitwa pasi rose nemusi wa1 Zvita dzaswedera. Zimbabwe ichaita ...

1 year ago | November 17, 2017

World aids Day yadongorera

MUMAZUVA mashoma anotevera, Zimbabwe ichange ichibatana nedzimwe nyika dzepasi rose mukucherechedza zuva guru reWorld ...

Makore 19 achizviitira weti

— ‘Kuchivanhu vachinanga vabereki vangu’ — ‘Apa dambudziko richingoda kuchipatara’ Muchaneta Chimuka — ...

Madzimai akazvitakura obatsirwa

Muchaneta Chimuka — SANGANO reUNFPA, rakabatana nereGrant Thornton pamwe nekambani yeNyaradzo Funeral Services, ...