Nhau Dzeutano

1 year ago | November 17, 2017

‘Ndakarambirwa mwana akaremara’

Muchaneta Chimuka — MUDZIMAI wekuEpworth anoti akarambwa nemurume wake uyo anova mupurisa zvichitevera kuzvara ...

1 year ago | November 10, 2017

Mhemberero dzeWorld aids Day

MUMAZUVA makumi maviri nemashanu anotevera, tichange tichibatana nenyika dzepasi rose mukupemberera zuva guru reWorld ...

1 year ago | November 3, 2017

Ruzivo rwegomarara rezamu

Kuna Chiremba NDIRI mukadzi ane makore 25 okuberekwa. Kwemwedzi wose wadarika, vanhu vaipfeka mbatya dzeruvara rwepink ...

1 year ago | October 27, 2017

Cancer: ‘Zvava kuda mushandirapamwe’

Muchaneta Chimuka — SANGANO reIsland Hospice & Healthcare rinoti zvakakosha kuti pave nemushandirapamwe ...

Kuvhara pombi, maburi anounza Hiv

APO nyika yava pedyo nekupemberera zuva guru reWorld AIDS Day iro rinogarocherechedzwa nomusi wa1 zvita gore negore, ...

2 years ago | October 20, 2017

Zimpapers yobatsira kurwisa Cancer

Muchaneta Chimuka — KAMBANI yeZimpapers Group, yakabatana nesangano reIsland Hospice, ichaita mitambo yekufamba ...

Cancer: Vhenekwa nguva ichiripo

CHIRWERE chegomarara (cancer) chiri kushungurudza vanhu vakawanda munyika muno, vangave vanhurume kana vanhukadzi.

Tingarwise sei gomarara?

Chikamu 2 SVONDO rino tiri kuenderera mberi nekudzidzisa veruzhinji kuti vangaita sei kuti vararame upenyu hwakanaka apo ...

2 years ago | October 13, 2017

Zvekuita negomarara

KANA munhu aine gomarara zvinogona kunge zvichigozha kuti ange achigamuchira zvaanenge achinzwa mumuviri wake. Gomarara ...

2 years ago | October 6, 2017

Nac yorwisa kupararira kwegomarara

Munyori weKwayedza — KANZURU yeNational AIDS Council of Zimbabwe (NAC) inopa mari yekushandisa muzvirongwa ...

2 years ago | September 29, 2017

Voongororwa gomarara pachena

Patrick Shamba — VANHUKADZI vane denda regomarara rezamu vava kuzoongororwa chirwere ichi pachena pachipatara ...

Vechidiki vane hiv vova netariro

Muchaneta Chimuka — AINE makore 10 kuberekwa, Chipo (harisi zita rake chairo) akarasa tariro yekurarama mushure ...

2 years ago | September 22, 2017

Gomarara redundiro rocherechedzwa

Muchaneta Chimuka — SANGANO reAssociation of Urological Surgeons of Zimbabwe rakatara mazuva ekubvira musi wa18 ...

Gomarara redundiro rinorapika

Lovemore Makurirofa — SVONDO rino kubva nomusi wa18 kusvika 23 Gunyana ivhiki rekucherechedza chirwere chegomarara ...

2 years ago | September 15, 2017

Zivai nezvegomarara redundiro

SVONDO tinokupai tsananguro pamusoro pegomarara rinodaidzwa kuti prostate cancer pachiRungu (repadundiro), iro riri ...

2 years ago | September 8, 2017

Zivai nezvegomarara remuchibereko

Munyori weKwayedza — SANGANO reNational AIDS Council riri kuedza napose parinogona kuti ringe richirwisa chirwere ...

Kupepa varwere vave panhowo

Busi Mashiri — NOMSA (12) (handiro zita rake chairo) aigarononoka kuenda kuchikoro. Nguva zhinji mwana uyu airovha ...

2 years ago | September 1, 2017

Red Cross yovheneka zvirwere

Muchaneta Chimuka — SANGANO reZimbabwe Red Cross Society (ZRCS) svondo rapera rakabatsira mazana nemazana evanhu ...

uz yovandudza miti yechivanhu

Muchaneta Chimuka — VADZIDZI vekuchikamu chezveongororo yechikafu (Sustainable Research for Food and Nutrition ...

Chitsunge pachiNdau

NDAUWE ndauwe! Vhiki rakapera takareketa ngemadimikira. Pane pendakati ndaa pakati pemasoko angu, ndochooreketa ndimbuya ...