NHAU DZEVARIMI

1 month ago | January 15, 2020

Mitengo yezvirimwa nezvekurimisa

Malven Mugadzikwa HEINOI mitengo yezvekudya nezvekurimisa kubva kuMbare Msika nemuzvitoro zviri muguta reHarare, svondo ...

2 months ago | January 10, 2020

‘Huchi hune mari’

Malven Mugadzikwa MURIMI anove shasha pakupfuya nyuchi wekuMazowe, kudunhu reMashonaland Central anoti kuchengeta nyuchi ...

Fodya yemadiridziro yotanga kukohwewa

Wimbainashe Zhakata KUKOHWEWA kwefodya yakarimwa kuburikidza nemadiridziro munaGunyana gore rapera  kwakatotanga kudunhu ...

‘Kuchanaya mvura ine dutu’

Columbus Mabika naYeukai Tazira CHIKAMU chinoona nezvekudzivirirwa kwenjodzi munyika, cheCivil Protection Unit (CPU), ...

2 months ago | January 3, 2020

Mishonga yekurwisa zvishambwe yavepo: VET

Muchaneta Chimuka BAZI rinoona nezveminda, kurima, mvura nekugariswa kwevanhu kumaruwa – kuburikidza nechikamu ...

Mitengo yezvekurimisa

Malven Mugadzikwa KUTANGA svondo rino, Kwayedza ichange ichizivisa vaverengi vayo mitengo yezvinhu zvinoshandiswa ...

Mwaka hauna kunaka: ZFU

Elita Chikwati CHERO zvazvo mvura yakanaya kune dzimwe nzvimbo dzemunyika, varimi vazhinji havasi kugutsikana sezvo ...

Rima zvinogutsa mhuri nenyika

Wendy Madzura KURIMA kwaveko mazuva ano kwave kwemhando yebhizimusi, nokudaro vavariro yemurimi inofanirwa kuva yekuti ...

2 months ago | December 27, 2019

Kurima mapfunde kunopundutsa

Wendy Madzura TINOENDERERA mberi nehurukuro iri pamusoro pekurima mbesa dzetsanga duku idzo dzinosanganisira zviyo, ...

Zvirimwa zvotsva nezuva

Kingstone Mapupu VARIMI vokurudzirwa kuti vashandise madiridziro emhando dzose muminda yavo kuitira kuraramisa zvirimwa ...

2 months ago | December 20, 2019

Kurimwa kwesoya bhinzi kwosimbaradzwa

Kingstone Mapupu KURIMWA kwesoya bhinzi kosimbaradzwa kumativi mana enyika kuburikidza nenyanzvi dzezvekurima dziri ...

3 months ago | December 13, 2019

Zvipfuyo zvopera neshumba… Mombe 16 dzakadyiwa

Luthando Mapepa MOMBE dzinosvika 16 dzekunzvimbo yeManesa, kwaMambo Mutema, kuChipinge, dzinonzi dzakadyiwa neshumba ...

3 months ago | December 12, 2019

Mitengo yezvekurimisa

Malven Mugadzikwa KUTANGA svondo rino, Kwayedza ichange ichizivisa vaverengi vayo mitengo yezvinhu zvinoshandiswa ...

3 months ago | December 6, 2019

Varimi musarase tariro — ZFU

Muchaneta Chimuka SANGANO reZimbabwe Farmers Union (ZFU) rinoti varimi hafanirwe kurasa tariro zvichitevera kumira ...

Fetiraiza, mbeu yepachena kuvarimi vedonje

Zvamaida Murwira ZVIRONGWA zvePresidential Input pamwechete neTillage Scheme zvakaparurwa kuGokwe nguva pfupi yadarika ...

Nguva yekudyara chibage

Wendy Madzura TINOFAMBIRA mberi nekutarisa nyaya yekusarudza mbeu yechibage zvine ungwaru. Tikatarisa muenzaniso wembeu ...

3 months ago | November 29, 2019

Rimai mbambaira sebhizimisi — ZFU

Kingstone Mapupu SANGANO reZimbabwe Farmers Union (ZFU) rokurudzira varimi kuti vatore kurima mbambaira sebhizimisi ...

Kusarudza mbeu yechibage

Wendy Madzura NOKUDA kwekunaya kuri kuita mvura, varimi vari mubishi kudyara mbesa dzakasiyana-siyana, kunyanya chibage. ...

3 months ago | November 22, 2019

Zim yosimbaradza hukama neFAO

Muchaneta Chimuka HURUMENDE yakabatana nesangano reFood and Agricultural Organisation (FAO) mukuparura chirongwa ...

Mudzimai oita zvinorova papurazi

Muchaneta Chimuka MADZIMAI akasiyana ari kusimukira zvikuru munyaya dzemabhizimisi anosanganisira kurima uye mumwe ...