NHAU DZEVARIMI

1 year ago | April 14, 2023

Mitengo yezvirimwa kumusika

Kingstone Mapupu INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa zviri kuMbare Musika nekuLusaka Farmers’ Market, ...

1 year ago | April 5, 2023

‘Ndinoda munda kuti ndirimire nyika’

Kingstone Mapupu MURIMI anogara kuRiverside, kuChitungwiza, nemhuri yake vari kuratidza chido chavo chekurima ...

1 year ago | March 30, 2023

FAO yorumbidza varimi vemuZimbabwe

Muchaneta Chimuka CHIKWATA chevashanyi kubva kusangano reFood and Agricultural Organisation (FAO) nevekunyika yeItaly ...

1 year ago | March 29, 2023

Hurudza dzakapihwa mibairo

Muchaneta Chimuka VARIMI vakakunda vamwe kurima chibage, nzungu nezvimwe zvirimwa pasi pechirongwa chePfumvudza ...

1 year ago | March 24, 2023

Zim yotarisira goho guru . . . Midlands yotungamira pachibage

Muchaneta Chimuka VARIMI vemudunhu reMidlands mwaka uno vakarima mahekita 469 408 echibage chinova chikamu ...

1 year ago | March 9, 2023

Nyika ine maguta – Basera

Muchaneta Chimuka MUNYORI mukuru kubazi rezveminda, kurima, hove, mvura nekusimudzirwa kwekumaruwa, Dr John Basera, ...

1 year ago | March 8, 2023

Vashandi votendwa nekuchengetedza basa

Muchaneta Chimuka AIVA mafaro makuru kuvashandi veSeed Co svondo rapera zvichitevera kurangarirwa kwavakaitwa nekambani ...

Varimi vefodya dzivirirwai Covid: TIMB

Kingstone Mapupu MWAKA wekutengeswa kwefodya wakatanga nemusi weChitatu chino apo kambani yeTobacco Industry and ...

1 year ago | February 28, 2023

Zvakanakira kurima mbesa diki

Kingstone Mapupu VARIMI vekuBuhera, kudunhu reManicaland, uko kunonyanya kuchizivikanwa nekusanaya kwemvura zvakanaka, ...

1 year ago | January 25, 2023

Opura mari nemadomasi  

Kingstone Mapupu  MURIMI wemadomasi kunharaunda yeDema kudunhu raMambo Seke, kuMashonaland East oita zvinorova ...

1 year ago | January 17, 2023

Ongororo yezvirimwa nezvipfuyo yoitwa

Muchaneta Chimuka HURUMENDE inoti ichaparura chirongwa chekutanga cheongororo yezvirimwa nezvipfuyo (Crop and Livestock ...

1 year ago | January 12, 2023

Ngwarirai zvirwere muzvirimwa: ZFU

Kingstone Mapupu SANGANO reZimbabwe Farmers Union (ZFU) rinoyambira varimi kuti vangwarire zvirwere zvinobata zvirimwa ...

1 year ago | January 11, 2023

Vosimuka nemombe dzekwaPresident

Bongani Ndlovu VALINDWELL MOYO (57) vekuTsholotsho, kuMatabeleland North, pavakapihwa mombe nhatu dzinobereka muna2018, ...

Mitengo yezvirimwa nezvekurimisa

Malven Mugadzikwa INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa nezvekurimisa iri kuwanikwa kuMbare Musika nezvimwe zvitoro zviri ...

1 year ago | January 4, 2023

Mombe 14 dzafa nemuchetura wesora

Munyori weKwayedza MURIMI wekwasabhuku Siyaphambili kudunhu raMambo Gampu, kuTsholotsho, arasikirwa nemombe 14 idzo ...

Mitengo yezvirimwa nezvekurimisa muHarare

Malven Mugadzikwa INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa nezvekurimisa iri kuwanikwa kuMbare Musika nezvimwe zvitoro zviri ...

Mitengo yezvirimwa mitsva yaziviswa

Muchaneta Chimuka HURUMENDE yazivisa mitengo yezvirimwa apo varimi vachiri kudyara mwaka uno (Pre-Planting Producer ...

1 year ago | December 29, 2022

Donje rorimwa rakawanda

Precious Manomano VARIMI vadiki vedonje vakawaniswa mbeu inokwanirana pamwe nemafetireza acho neHurumende pasi ...

1 year ago | December 28, 2022

Hondo rekurwisa sora yatanga . . . varimi 133 000 vopangwa mazano

Muchaneta Chimuka VARIMI vanodarika 133 000 vari kutarisirwa kusimudzira utano hwezvirimwa munyika yose zvichitevera ...

1 year ago | December 25, 2022

Mombe 18 dzauraiwa nemheni

Munyori weKwayedza VARIMI vekwaMambo Chireya, kuGokwe, varasikirwa zvakanyanya zvichitevera kuuraiwa kwemombe dzavo 18 ...