NHAU DZEVARIMI

1 year ago | March 23, 2018

Zvirimwa zvakatsva, ndokuny’udzwa

Kingstone Mapupu VARIMI vekudunhu reBuhera vanoti vave kutarisira kukohwa zvirimwa zvidiki zvinoshingirira muzuva ...

Varimi vochema-chema nemapere

Kingstone Mapupu naAdrian Mawurukira VARIMI vekunzvimbo yeMunamba kwaMambo Mangwende, kwaMurehwa vari kuchema-chema ...

1 year ago | March 16, 2018

Boka yauya nezvitsva

Kingstone Mapupu BOKA Tobacco Auction Floors (BTF) inova kambani huru inotengesa fodya pasi rose yosimbaradza kurimwa ...

‘Kurima ngarive bhizinesi’

Muchaneta Chimuka VARIMI vefodya vokurudzirwa kutora kurima sebhizinesi kuitira kuti vawane punduko mumabasa avo. ...

‘Rimai zvine ungwaru’

Adrian Mawurukira VARIMI vokurudzirwa kutevedzera nzira kwadzo dzekurima nedonzvo rekuti vawane goho guru. Kurudziro iyi ...

Premier Tobacco yagadzirira kutenga fodya

Kingstone Mapupu KAMBANI yePremier Tobacco Auction Floors inoti yagadzirira zvakazara mwaka wekutengeswa kwefodya uyo ...

Seed Co yakapa hupfu kuchipatara cheBanket

Malven Mugadzikwa KAMBANI inouchika mbeu munyika muno, yeSeed Co, svondo rapera yakapa chipatara cheBanket Hospital ...

Command Agriculture yorumbidzwa

Kingstone Mapupu HURUMENDE yorumbidzwa zvikuru nekuda kwechirongwa cheCommand Agriculture chekubatsira varimi ...

1 year ago | March 9, 2018

Pfuyai mbudzi: zcfu

Kingstone Mapupu SANGANO rinomirira varimi vakuru munyika muno reZimbabwe Commercial Farmers Union (ZCFU) rokurudzira ...

Makandiwa anodiwa muminda

Kingstone Mapupu VARIMI vokurudzirwa kuona kuti minda yavo ine makandiwa kana kuti madhunduru sezvo akakosha zvikuru ...

Mazuva ekutengesa fodya aswedera

Munyori weKwayedza KUTENGESWA kwefodya yakarimwa mwaka uno kunotarisirwa kutanga masvondo maviri ari kutevera uye ...

Misika yefodya 2 yovhurwa kwaRusape

Lovemore Kadzura ari kwaRusape VARIMI vefodya kudunhu reManicaland vanotarisirwa kubatsirika zvikuru zvichitevera ...

1 year ago | March 2, 2018

Rimai mbambaira: zfu

Kingstone Mapupu SANGANO rinomirira varimi reZimbabwe Farmers Union rokurudzira kuti vashandise mukana wemvura zhinji ...

Varimi vodzidziswa kupfuya hove

Kingstone Mapupu BAZI rinoona nezvekuchengetedzwa kwemhuka dzesango reZimbabwe Parks and Wildlife Management Authority ...

Kurimwa kwefodya kwosimudzirwa

Muchaneta Chimuka VARIMI vefodya vanodarika 5 360 munyika vachabatsirikana zvikuru pasi pechirongwa cheHurumende ...

1 year ago | February 23, 2018

‘Rimai mbeu yakauchikwa’

Lizzy Mushoriwa VARIMI vokurudzirwa kuti varime mbeu yakauchikwa sezvo ichitirira muzuva, isingabatwe nezvirwere ...

Fodya yakarimwa shoma: timb

Kingstone Mapupu KAMBANI yeTobacco Industry Marketing Board (TIMB) inoti mahekita akarimwa fodya mwaka wa2017 kusvika ...

$98m yekusimudzira madiridziro

Nyore Madzianike HURUMENDE yakawana rubatsiro rwemari inosvika $98 miriyoni yekutenga midziyo yemadiridziro pasi ...

Varimi vorasikirwa nemombe

Kingstone Mapupu VARIMI vekwaSadunhu Nemhari kwaMambo Nyashanu, kuBuhera vari kushushikana zvikuru nekuda kwechirwere ...

1 year ago | February 20, 2018

Kuriritira zvirimwa zveZhizha

Wendy Matashu Madzura KURIMA kwaveko mazuva ano rava bhizimusi nokudaro vavariro yemurimi yave yokuti arime mbesa zvine ...