HURUMENDE yakatanga chirongwa chekupa masimba munyaya dzekusimudzira budiriro kumatunhu ose gumi emuZimbabwe nechinangwa ...
naWedzerai Nhemachena DINDINGWE imhuka ine ruvara rwakanaka chaizvo rwune makwapa matema nemachena, uye inovhima zvine ...
Geraldine Kabaya MUTEMO weInternational Labour Organisation (ILO) unocherechedzwa pasi rese nedonzvo rekurwisa nyaya ...
SVONDO rino tine nyaya inosuwisa zvikuru, yevarume vatatu vemhuri imwechete vekwaMutambara, kuChimanimani, avo vari ...
NYAYA dzine chekuita nemhirizhonga yemudzimba dzinonzi dziri kuwanda panguva ino apo nyika yakatarisana nekurwisa ...
HURUMENDE svondo rapera yakadzika mutemo mutsva weEducation Amendment Act, uyo unorambidza kudzingwa chikoro ...
SVONDO rapera Hurumende yakatora danho guru mukurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 pakati pevashandi vayo izvo ...
CHIRWERE cheCovid-19, icho chinokonzerwa nehutachiona hunodaidzwa kuti coronavirus, chinoratidza kuti chadzika midzi ...
Bembera Padare naWedzerai Nhemachena PANE chokwadi chisina kugombedzera chinozivikanwa nemunhu wose, chinoti kana murimi ...
COVID-19 iri kuramba ichipararira munyika muno uye kusvika pari zvino vanhu 40 vafa nekuda kwechirwere ichi.
KANA vana vachitamba kumahumbwe vachigadzirira upenyu huchazouya pamberi apo vakura, vanorwirana motokari dzinopfuura ...
HURUMENDE nemusi weChipiri chino yakatora mamwe matanho ekusimbaradza kurwisa kupararira kweCovid-19 panguva iyo huwandu ...
naWedzerai Nhemachena KUNE vadiki vedu, zvakanaka kuti vazivewo mamwe mazwi asingagarotaurwa nguva zhinji, asi anotaurwa ...
HUWANDU hwevanhu vari kubatwa vaine chirwere cheCovid-19 mushure mekuvhenekwa muZimbabwe huri kuramba huchikwira uye ...
ZIMBABWE kusvika parizvino yave nevanhu 787 vabatwa nechirwere cheCovid-19 mushure mekuvhenekwa.
NYAYA yevamwe vezvitoro nevemabhizimisi vari kuramba kutambira mari yemuno yakanzi “Bond Note” angave ma$2 kana $5 ...
HAKUNA munhu pasi pano anoziva zvose, angava akadzidza zvakadini, kana mukuru-mukuru zvakadini. Angava nemari yakawanda ...
BAZI rinoona nezvemamiriro ekunze, reMeteorological Services Department (MSD), rinoti vanhu vemuZimbabwe vanofanirwa ...
naWedzerai Nhemachena MUTSIKA nemagariro evatema, zvikuru VaShona vemuZimbabwe, bere rinotorwa “sebhiza” revaroyi ...
VANHU vemuZimbabwe nemusi weMuvhuro uno vakabatana muchirongwa chekunamata nekutsanyira nyika kuti Mwari vapindire ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey