Chirwere chinodaidzwa kuti coronavirus kana kuti COVID-19 cha- zengezana munyika dzose dzepasi rino zvichitevera kunyuka ...
Kune vanhu vane chipo chekubhohwa zvekuti unonzwa kuti dai vari gararwa riri pahuro, wairikarara, worisvipa, wobva ...
Svondo rino tine nyaya inorwadza zvikuru pamwe nekusuwisa, iri pamusoro peongororo yakaitwa nerimwe sangano ...
Vazhinji vedu tinoziva kuti kana munhu achitungamirira mombe pakurima kana pakusakura (pakukaravheta), tinoona munhu ...
KWECHIPO chemasvondo maviri adarika, mvura iri kunaya yakawanda kumatunhu ose enyika izvo zvave kupa varimi tarisiro ...
SVONDO rino tine nyaya inorwadza zvikuru yevadzidzi vekuzvikoro zvepamusoro zvemayunivhesiti nemakoreji avo vanonzi ...
TAKAONA tsvina yakanga ichipakurwa tikatora ndiro kuti tipakurirwewo. Takatambudzika mumwoyo yedu kuti tiwane mugove ...
PADARE ratakagara musvondo rakapera, takabata nyaya yezvinoreva hukuru kana hutungamiri nezvinotarisirwa kuti aite ...
ZIMBABWE pari zvino yakatarisana nedambudziko rekushomeka kwehupfu hwechibage muzvitoro uho hunodiwa neveruzhinji sezvo ...
naIgnatius Mabasa TOSE tine zvinhu zvinotifadza zvakanyanyisa zvekuti zvinhu izvozvo zvinogona kutipedzera nguva, kutipa ...
naWedzerai Nhemachena TICHIBVA muhurukuro yatakaita svondo rakapera “mbudzi kudya mufenje hufana nyina” apo ...
neZimpapers Knowledge Centre Chenji yanetsa kuKambuzuma (Kwayedza, 21 Chikumi 1985) VANHU vanonwa hwahwa mumabhawa ari ...
MUZIMBABWE pari zvino mune nyaya yazengezana kumativi ose enyika — nyaya yemakororo, mbavha kana kuti mhondi dziri ...
ZVIKORO zvakavhurwa nemusi weChipiri chino paine kunyunyuta kukuru kubva kuvabereki nevana pamusoro pemafambisirwo ari ...
IMBWA HAIHUKURIRE SADZA naIgnatius Mabasa HAZVINA kuipa kuti tishande nesimba kuti zviroto zvedu neshuviro zvizadzisike. ...
SVONDO rino tine nyaya inosuwisa zvikuru, yevanhu vaviri avo vakafa kuBuhera mushure mekunge vabaiwa majekiseni ...
IMBWA HAIHUKURE SADZA naIgnatius Mabasa KUPERERWA nezvaunenge uchida kunorwadza. Ndakapererwa nezvinhu zvakawanda ...
RAPERA gore ra2019, rapera. Tapinda muidzva gore, tapinda, tapinda muna 2020! Zvizhinji zvakaitika mugore ra2019, ...
IMBWA HAIKURIRE SADZA naIgnitious Mabasa PAUCHAITA zvauchaita Kisimusi ino, ziva muganhu. Pauchadya mari usakanganwe ...
IGAROZIVA kuti nguva ino yezororo reKisimusi neGoredzva inguva yekufara, yekudya nekufamba nzendo apo veruzhinji ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright