SVONDO rino tine nyaya inoti kusetsa pamwe nekunzwisa tsitsi — nyaya yemumwe sabhuku wekuNyamandlovu, kudunhu ...
IMBWA HAIHUKURIRE SADZA naIgnatius Mabasa QUEEN Mpofu, pfambi yekwaMutare haina kumbofunga kuti gore rino ichabuda ...
VABEREKI vakawanda vari kunyunyuta nedanho rakatorwa nezvimwe zvikoro rekukwidza kwazvakaita mari dzemafizi etemu ...
MWAKA weZhizha wakatanga masvondo mashoma adarika apo pakaturuka mvura zvikaona varimi vachiita chipata-pata kumativi ...
ZIMBABWE pari zvino iri pakati pekucherechedza mazuva 16 ekurwisa nyaya dzemhirizhonga kuvanhukadzi — ingave yemudzimba ...
MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwaridzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona ...
WAFAMBA mbiri Peshi, asi wafamba mbiri yakadhakwa semadhadha ari kufamba mumadhaka. Peshi ndiwe uri kutrenda paSocial ...
SVONDO rino tine nyaya inoshatirisa pamwe nekunzwisa hurombo zvikuru — nyaya ine vhidhiyo riri kutenderera iro ...
SVONDO rino tine nyaya inoshamisa pamwe nekukahadzisa zvikuru — nyaya yemumwe mwanakomana ane makore 21 okuberekwa ...
Ignatius Mabasa ICHOKWADI vanhu vakangoziva kuti hausi muroyi vanodheerera. Vanhu vanokutsemukira kuti tsemu, tsemu, ...
VARIMI vazhinji pari zvino vari mushishi kugadzirira mwaka weZhizha kuburikidza nekutenga mbeu, fetiraiza, mishonga ...
Leonard Ncube ari kuVICTORIA FALLS BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinoti riri kuita ongororo yenyaya ...
ZIMBABWE iri kucherechedza mwedzi wekurwisa chirwere chegomarara rezamu (Breast Cancer Awareness Month) uyo ...
Ignatious Mabasa NDINOFARIRA imbwa zvikuru. Ndinofunga kufarira kwangu imbwa kunobva pakuti chinhu chipenyu chekutanga ...
SVONDO rino tine imwe nyaya iyo inokahadzisa zvikuru, nyaya yemukadzi ane makore 21 ekuberekwa uyo anoti ari kudanana ...
MUNGUVA pfupi iri kutevera mwaka weZhizha unenge wanyatsotanga apo mvura inotarisirwa kuturuka zvichireva kuti murimi ...
MASVONDO maviri adarika muKwayedza takaburitsa nyaya yaiva nemusoro waiti, “Chi-town: Dhorobha renge ruzevha”.
RIMWE zuva Tsuro musango makaita moto zvekuti mhuka zhinji dzakatiza dzikanoyambuka rwizi. Tsuro akanetseka nekuti ...
BAZI redzidzo yepamusoro, sainzi nekuvandudzwa kweruzivo rwemichina pari zvino riri mushishi kuvandudza dzidzo kuti ...
URI nhunzi yawira mubhodhoro ichitevera tu”drink” twakasaririra iri kushaya pekubuda napo, asi kunze kune rusununguko ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright