Uncategorized

11 months ago | June 8, 2018

Ticha akatsengwa sikarudzi

Kingstone Mapupu MUDZIDZISI wepachikoro cheRio Tinto Secondary School, kwaMubaira, kuMhondoro, anonzi akatsengwa-tsengwa ...

Chipoko chodya sadza… chichiimba nziyo dzechechi

Kingstone Mapupu MHURI yemubhuku raMunyoro pedyo ne30 Miles, kwaZimunya, kwaMutare, inoti yashaiswa rugare nechipoko ...

Pamwe igomarara: Dr Moyo

Munyori weKwayedza MUKURU wechipatara cheChitungwiza Central Hospital, Dr Obadiah Moyo, vari kukurudzira murume ...

$8,5m yechirongwa chekurera mhuri

Muchaneta Chimuka SANGANO rePopulation Services Zimbabwe (PSZ) svondo rapera rakaparura chirongwa chekurera mhuri uye ...

11 months ago | June 1, 2018

NetOne yakapa $25 000 kunbsz

Muchaneta Chimuka KAMBANI yeNetOne svondo rapera yakapa rubatsiro rwe$25 000 kuNational Blood Service Zimbabwe (NBSZ) ...

12 months ago | May 11, 2018

Vazhinji vokoshesa nzira dzekurera mhuri: znfpc

Muchaneta Chimuka SANGANO reZimbabwe National Family Planning Council (ZNFPC) riri kuvandudza nzira dzekuwaniswa ...

1 year ago | March 16, 2018

‘Ndiwe honzeri, unoonesesa’

Gamuchirai Muzanenhamu MUMWE murume akaendesa muramu wake kudare achiti ari kukonzeresa bopoto mukugarisana kwavo ...

1 year ago | February 23, 2018

A-LEVEL — ANHONGA VHUNZE NEMUROMO: Hunhubu hwaCindy

Munyaradzi Gunduza HUNHUBU hunoitwa naCindy hunoita kuti ave mukadzi anoshoreka. • Kuramba kubatirwa nhare yake nemurume ...

1 year ago | December 21, 2017

Mainini ochemera vana vamaiguru

Gamuchirai Muzanenhamu — VAHOSI vakaendesa nyachide pabarika ravo kudare vachiti ane tsika yekuenda kuchikoro ...

1 year ago | December 15, 2017

Marondera iri kuda zvikoro 36: Katsiru

Margaret Matibiri — DUNHU reMarondera rinoda zvimwe zvikoro zvepuraimari nesekondari 36 kuti zvinge ...

1 year ago | December 14, 2017

Vopura mari nehuchi

Muchaneta Chimuka — BHIZINESI rekuchengeta nyuchi rakaonekwa rakakosha zvikuru mukuwanisa nyika uchi uhwo hunounza ...

1 year ago | December 8, 2017

Koshesai dzidzo — Ollah 7

Abel Ndooka — VANA vechikoro vari kukurudzirwa kuti vakoshese dzidzo yavo kuitira kuti vagove neremangwana ...

1 year ago | December 1, 2017

Zvipuka nevana vazvo

Ticha Danga — RUZIVO inhaka yeupenyu isingapfukutwi kana kugoveranwa. Mukana uno tinoda kuti timbodzikisa pfungwa ...

1 year ago | November 17, 2017

Koshesai tarenda: Madinda

Abel Ndooka — SHASHA yakambonetsa ichitamba nhabvu kuzvikwata zvinoti Highlanders nemaWarriors – Madinda ...

2 years ago | October 13, 2017

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza — VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi ...

2 years ago | October 6, 2017

n’anga yodyiwa nemakonzo

Kingstone Mapupu — CHITUNHA chemurume aive n’anga uyo aigara kupurazi rekwaMacdonald — uko kunonyanya kuzivikanwa ...

2 years ago | September 29, 2017

‘Chengetedzai tsika, chivanhu’

Kingstone Mapupu — CHIREMBA wechivanhu ane mukurumbira muHarare, ari kukurudzira veruzhinji kuti vatevedze tsika ...

2 years ago | September 22, 2017

Ofurufushwa nemusikana waakaramba

Gamuchirai Muzanenhamu — MURUME wekupomerwa kumitisa mumwe musikana iye aine mudzimai akazopotera kudare achiti ...

2 years ago | September 1, 2017

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza — VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi ...

2 years ago | August 25, 2017

Zvidzidzo murungano

Munyaradzi Gunduza — 13. Ndezvipi zviitiko zvishanu zvaungati ndizvo zvinoita kuti rungano rwuri muna Museve ...