Uncategorized

6 years ago | August 3, 2018

Ozil siyana nazvo: Emery

MANEJA weArsenal, Unai Emery, otsigira Mesut Ozil kuti asaterere mashoko ekumushoropodza ari kubva kuGermany ...

6 years ago | July 27, 2018

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti dandadzi kana kuti dandemutande.

6 years ago | July 20, 2018

Midzimu yaipirwa

Munyaradzi Gunduza— Tsanangura pfungwa huru dzinobuda munhetembo dzinotevera dzekupira midzimu; Doro remukwerera, ...

6 years ago | July 6, 2018

Mambo odzidzisa vana tsika nemagariro

MAMBO Njelele vekuGokwe nemudzimai wavo vari kurwisa nyaya dzekuroodzwa kwevanasikana vari pasi pezera uyewo nekuti ...

6 years ago | June 29, 2018

‘Takasoterwa mabhurugwa edu nen’anga’

‘. . . murume wedu achiziva’ MADZIMAI maviri — ayo anga akaroorwa pachipari asi wanano yavo vose ndokuzoparara — vari ...

Mombe yekutaura ‘part ii’

Muridzi wayo haana kuuya kudare  Zvino ndava kumusunga – Mambo Abel Zhakata ari kwaZIMUNYA MHOMHO yevanhu vakaungana ...

6 years ago | June 23, 2018

President Mnangagwa vapunyuka kuputiika kwaitika pagungano reZanu-PF

na Mabasa Sasa naTendai Mugabe vari kuBulawayo Mutungamiriri wenyika President Mnangagwa vapunyuka kuputika kwaitika ...

6 years ago | June 22, 2018

‘Vane nharo huyai muzvinzwire . . .’

Mombe iri kutaura chimanyika ‘feya-feya’ Abel Zhakata ari kwaMUTARE— MUNYAYA inofungidzirwa kuti ine chekuita ...

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year.

6 years ago | June 15, 2018

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo anove chizvarwa ...

Haye osendeka zvetsiva

. . . ndakabata basa AIMBOVE shasha yetsiva ine mabhande eWorld heavy-weight – David Haye (37 – ari ...

6 years ago | June 8, 2018

‘Sikarudzi yose pepepe dhu . . .’ ‘ndakadyiwa nezvidhoma’

Kingstone Mapupu MURUME wekuCashel Valley, kuChimanimani —uyo pari zvino ari kugara mumusha weUnit L Extension, ...

Ticha akatsengwa sikarudzi

Kingstone Mapupu MUDZIDZISI wepachikoro cheRio Tinto Secondary School, kwaMubaira, kuMhondoro, anonzi akatsengwa-tsengwa ...

Chipoko chodya sadza… chichiimba nziyo dzechechi

Kingstone Mapupu MHURI yemubhuku raMunyoro pedyo ne30 Miles, kwaZimunya, kwaMutare, inoti yashaiswa rugare nechipoko ...

Pamwe igomarara: Dr Moyo

Munyori weKwayedza MUKURU wechipatara cheChitungwiza Central Hospital, Dr Obadiah Moyo, vari kukurudzira murume ...

$8,5m yechirongwa chekurera mhuri

Muchaneta Chimuka SANGANO rePopulation Services Zimbabwe (PSZ) svondo rapera rakaparura chirongwa chekurera mhuri uye ...

6 years ago | June 1, 2018

NetOne yakapa $25 000 kunbsz

Muchaneta Chimuka KAMBANI yeNetOne svondo rapera yakapa rubatsiro rwe$25 000 kuNational Blood Service Zimbabwe (NBSZ) ...

6 years ago | May 11, 2018

Vazhinji vokoshesa nzira dzekurera mhuri: znfpc

Muchaneta Chimuka SANGANO reZimbabwe National Family Planning Council (ZNFPC) riri kuvandudza nzira dzekuwaniswa ...

6 years ago | March 16, 2018

‘Ndiwe honzeri, unoonesesa’

Gamuchirai Muzanenhamu MUMWE murume akaendesa muramu wake kudare achiti ari kukonzeresa bopoto mukugarisana kwavo ...

6 years ago | February 23, 2018

A-LEVEL — ANHONGA VHUNZE NEMUROMO: Hunhubu hwaCindy

Munyaradzi Gunduza HUNHUBU hunoitwa naCindy hunoita kuti ave mukadzi anoshoreka. • Kuramba kubatirwa nhare yake nemurume ...