Muchaneta Chimuka SUSAN (13) (handi zita rake rizere) mwanasikana uyo atovawo nemwana wake. Zvinoreva kuti zvakawanda ...
Muchaneta Chimuka VANHUKADZI vanove nhengo dzesangano reSister Accord Foundation vowaniswa rutsigiro rwemari yekuita ...
Muchaneta Chimuka USAVI hwederere rechipudzi kudya kwechivanhu kunovaka muviri uye hakudi zvakawanda pakubika zvekare ...
Muchaneta Chimuka MINZI kudya kwemazera ose sezvo kuri nyore kutsenga uye kune mapuroteni ayo akakosha pautano ...
Muchaneta Chimuka SANGANO reActionAid Zimbabwe (AAZ), rakabatana neIssues-Pane Nyaya, vari kuita mabasa makukutu ...
Muchaneta Chimuka GURUKOTA rezvemaindasitiri nenyaya dzekutengeserana, Dr Sekai Nzenza, vanokurudzira vemakambani vemuno ...
MUTAKURA wenyimo unovaka muviri sezvo muine mapuroteni uye macarbohydrates izvo zvinovaka muviri nekutipa simba. Svondo ...
Abel Ndooka SANGANO reWomen in Agriculture Union (WAU) riri kusimudzira vanhukadzi zvichitevera kudzorerwa kwavakaitwa ...
Muchaneta Chimuka HURUMENDE inopembedza mabasa ari kuitwa nevanhukadzi avo vakazvipira kubatsira mukurwisa chirwere ...
naMuchaneta Chimuka MUMURIWO wemakabichi tinowana Vitamin C, mapuroteni nekudzivirira nyaya dzekufufutirwa mudumbu. ...
Muchaneta Chimuka CHIRWERE cheCovid-19 chinonzi chiri kukanganisa zvikuru mabasa evanhukadzi vari munyaya dzekurima ...
Muchaneta Chimuka NYAMA yemaguru emombe husavi hunofanirwa nevakawanda zvikuru uye huri nyore kubika. Svondo rino Mai ...
MUFUSHWA wemunyemba kudya kunovaka muviri kubva pasichigare uko kwaiita kuti vakuru vekare vagare vakagwinya uye ...
NYANZVI dzezveutano dzinokurudzira veruzhinji kudya chikafu chechivanhu chakaita serupiza icho chinonzi chakakosha ...
naMuchaneta Chimuka MUFUSHWA wemunyemba kudya kunovaka muviri kubva pasichigare uko kwaiita kuti vakuru vekare vagare ...
naMuchaneta Chimuka MAZONDO mudya ndakasungwa chaiwo kana achinge abikwa zvine unyanzvi uye muusavi uhu mune mapuroteni ...
Muchaneta Chimuka MuFUSHWA wehowa kana ukabikwa nemazvo kudya kunonaka zvikuru sezvo nyanzvi dzezveutano dzichiti hune ...
Kingstone Mapupu SANGANO rinorwira kodzero dzevanhukadzi, reMusasa Project, rinoti gore rino mhirizhonga dzemudzimba ...
naMuchaneta Chimuka MAZONDO mudya ndakasungwa chaiwo kana achinge abikwa zvine hunyanzvi uye muusavi uhu tinowana ...
Muchaneta Chimuka NYAMA yehwai inonaka zvikuru kana ichinge yakaringwa zvemhando yepamusoro. Svondo rino Memory ...
© 2023 Kwayedza | Disclaimer | Copyright