Zvakanangana Nemadzimai

1 year ago | March 2, 2018

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

1 year ago | February 23, 2018

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

Hove dzakafashaidzwa

USAVI hwehove haungodi kubikwa huchiitwa zvekukangwa nemafuta bedzi asi kuti zvinodawo kumbosandura musambo. Svondo rino ...

1 year ago | February 20, 2018

Mbambaira nesvutugadzike

MBAMBAIRA kana kuti mabura kudya kunofarirwa nevakawanda, asi hadzidi kudyiwa dzakadaro sezvo munhu achigona kudzipwa.

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

1 year ago | February 9, 2018

Inzwa kunaka kwebhinzi

BHINZI kudya kune utano uye dziri nyore kubika sezvo dzisina zvakawanda zvinodiwa pakudzibika. Svondo rino, Melania ...

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

1 year ago | February 2, 2018

Dzikisa sadza nederere

DERERE kudya kunokurudzirwa sezvo risingabikwe nemafuta ayo anogona kukonzera zvirwere zvakaita sezvemwoyo, Bp nezvimwe. ...

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

1 year ago | January 26, 2018

Mabikirwo echimikuyu chine dovi

Chimukuyu chenyama yemombe chinofarirwa nevazhinji uye chinopa utano.  Munzvimbo zhinji dzisina magetsi sekumaruwa, ...

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza Vanhukadzi hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

1 year ago | January 19, 2018

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza Vanhukadzi hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

Nyama yetsuro ine dovi

Nyama yetsuro inonaka zvikuru uye ine mapuroteni ayo anokosha kumuviri. Svondo rino, Mai Diana Garukaru vekuMufakose, ...

1 year ago | January 12, 2018

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza Vanhukadzi hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

Madora anonaka, ane utano

Madora kudya kunonaka uye kuchivaka muviri. Kana uine madora parwendo, usakanganwe kutakura kachigubhu kemvura ...

1 year ago | January 5, 2018

Harurwa: Kudya namambo!

HARURWA tupukanana tunorarama nekudya mashizha emiti sezvinongoita hwiza kana kuti mhashu asi tuchinyautsa mukanwa ...

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

1 year ago | December 29, 2017

Kugocha nyama yehuku

NYAMA yehuku haingokaringwa bedzi mupoto asi apo neapo inogona kuitwa zvekugochwa kuitira kuti idyiwe isina mafuta akawanda.

1 year ago | December 21, 2017

Kugocha nyama yedhadha

NYAMA yedhadha kana kuti dhakisi mudya ndakasungwa uye ine mapuroteni ayo anokosha kuutano hwemhuri. Nyama yedhakisi ...

Ndinozeza kuenda kuchimbuzi

MUBVUNZO: Makadii henyu Sekuru. Ini ndiri mudzimai wemakore 30 ekuzvarwa uye ndine dambudziko rekuzeza kuenda kuchimbuzi ...