Zvitsva

3 weeks ago | June 9, 2022

‘Ndakatanga kuputa mbanje ndiri Grade 6’

Abel Ndooka MUDZIMAI ane makore 32 okuberekwa wekwaMutare ari kubuda pachena kuti akatanga kuputa mbanje aine makore 13 ...

Mwana wechikoro ari kushaikwa

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) kudunhu reManicaland vari kutsvaga mukomana ane makore 20 ...

3 weeks ago | June 8, 2022

Makore 7 achigara mumigwagwa

Muchaneta Chimuka MWANA musikana uyo ava nemakore 20 okuberekwa – wekutiza vabereki vake kumusha kuChipinge achizogara ...

‘Zunde raMambo inopedza nzara’

Kingstone Mapupu MAMBO Mujinga vekudunhu reHurungwe, kuKaroi vanokurudzira kuvandudzwa pamwe nekukosheswa kwechirongwa ...

3 weeks ago | June 7, 2022

Hembe dzobvira moto dzakapfekwa

Kingstone Mapupu DAMBUDZIKO remhuri yekwaChikukwa inogara mubhuku raNemasasi, kwaMambo Marange kuBocha kwaMutare, iyo ...

Vanasikana 1 000 vamitiswa

Abel Ndooka VANASIKANA vanodarika 1 000 vane makore ari pasi pe18 okuberekwa vekuChimanimani vanonzi vakapihwa pamuviri ...

3 weeks ago | June 5, 2022

Mutemo wekuchengetedza vana worumbidzwa

Phillipa Mukome-Chinhoi DARE reConstitutional Court rinorumbidzwa nemutongo warakapa nguva pfupi yadarika wekuwedzera ...

Vapondera munhu tochi

Kingstone Mapupu MURUME aive nemakore 42 okuberekwa wekuShurugwi anonzi akapondwa achiita zvekurohwa nematanda nevamwe ...

3 weeks ago | June 4, 2022

Vanopinza peturu zvechikiribidi vasungwa

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekuChipinge vasunga vatyairi vatatu vemarori emagonyeti ayo ...

3 weeks ago | June 3, 2022

Mwana (15) afira mutsime

Kingstone Mapupu MUKOMANA aive nemakore 15 ekuberekwa wemubhuku raMasela kwaMambo Chitanga, kuChiredzi anonzi akawira ...

Nyaya yezvigunwe inhema: Paradza

Tandayi Motsi MUTEVEDZERI wegurukota rezvekuburitswa kwemashoko Cde Kindness Paradza, vashanyira nzvimbo yeXimex Mall ...

4 weeks ago | June 2, 2022

Aponda munhu, ndokuita mutumbi ‘mapisi mapisi’

Mellisa Makoto naLatwell Nyangu VAGARI vekuStoneridge Park muguta reHarare vasara vakabatira hana dzavo mumaoko ...

4 weeks ago | June 1, 2022

Mwana (16) apondwa

Melissa Makoto MUSIKANA aive nemakore 16 okuberekwa akapondwa nenzira inotyisa, mutumbi wake ndokukandwa pamba ...

4 weeks ago | May 31, 2022

‘Chigunwe chako chinobviswa nenyoka’

IMWE shoroma inorarama nekuita madhiri panzvimbo ine mukurumbira yeXimex Mall iri pakati peguta reHarare, iri kutsinhira ...

4 weeks ago | May 30, 2022

Kuda Mahachi adzifambira nyaya dzacho

Stanford Chiwanga MUTAMBI wenhabvu Kudakwashe Mahachi anonzi akadzoka kuZimbabwe asi ave kuhwanda sezvo ari kutyira kuti ...

Devolution yosimudzira Hurungwe East

Kingstone Mapupu CHIRONGWA cheDevolution chiri kurumbidzwa zvakanyanya nebasa guru rachiri kuita mukusimudzira budiriro ...

1 month ago | May 27, 2022

Mukadzi wekufa ndokuvigwa adzoka kumba

Arron Nyamayaro ari kuMARONDERA MHURI yekuMarondera yakashamisika zvikuru nemusi weMuvhuro apo hama yavo yavaifunga kuti ...

Mwana (8) afa aputikirwa nebhomba

Liberty Dube MWANA wemakore masere okuberekwa akauraiwa negirinedhi (grenade) iro rakaputika paaitamba naro nevamwe vake ...

1 month ago | May 26, 2022

ZINWA yabatsirwa nezvekushandisa

Muchaneta Chimuka NYIKA yeIndia yakapa rubatsiro rwemichina misere yekuchera zvibhorani, matirakita 20 uye muchina ...

1 month ago | May 25, 2022

Mbavha dzatora mota nemari

Kingstone Mapupu MHURI yekuZvishavane kudunhu reMidlands inonzi yakasvikirwa pamba mambakwedza nembavha nhatu dzaiva ...