CHISHONA CHAKANAKA

04 Jan, 2019 - 00:01 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected] <mailto:[email protected]> kana [email protected] <mailto:[email protected]>. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

Tiudze zvinoitwa nezvinhu izvi:

  1. Mombe – inokuma
  2. Imbwa – inohukura
  3. Shumba – inodzvova
  4. Mwana – anochema
  5. Jongwe – rinokukuridza
  6. Sheshe – inokekedza
  7. Nyoka – inoshita

* * *

ZVAKABVA KUVAVERENGI:

Kim Gonda, Grade 1, Kundai Primary School, Harare – 1. inokuma, 2. inohukura, 3. inodzvova, 4. anochema, 5. rinokukuridza, 6. inokekedza, 7. inoshita

* * *

From Cynthia Komani, Grade 7, Gombo Primary School, Dzivaresekwa 2 – 1. inokuma, 2. inohukura, 3. inodzvova, 4. anochema, 5. rinokukuridza, 6. inokekedza, 7. inoshita

* * *

Nyamande Tinashe, Waterfalls – 1. inokuma, 2. inohukura, 3. inodzvova, 4. anochema, 5. rinokukuridza, 7. inokekeredza

* * *

Tinovimba Mukumba, Rusape – 1. inokuma, 2. inohukura, 3. inodzvova, 4. anochema, 5. rinokukurudza, 6. inokekedza, 7. inoshita

* * *

0776 866 077 – 1. mombe – inokuma, 2. imbwa – inohukura, 3. shumba – inodzvova, 4. mwana – anochema, 5. jongwe – rinokukuridza, 6. sheshe inokekedza

* * *

Tatenda Mbengano, Grade 7B, Matendeudze Primary School, Mutambara – 1. inokuma, 2. inohukura, 3. inodzvova, 4. anochema, 5. rinokukuridza, 6. inokekedza, 7. inoshita

* * *

Charity Bingwani, Jonas Primary, Seke – 1. inokuma, 2. inohukura, 3. inodzvova, 4. anochema, 5. rinokukuridza, 6. inokekedza, 7. inoshita

* * *

Ruvimbo Chiyangwa – 1. mombe – inokuma, 2. imbwa – inohukura, 3. shumba – inodzvova, 4. mwana – anochema, 5. jongwe – rinokukuridza, 6. sheshe – inokekedza, 7. nyoka – inoshita.

* * *

Pfachapfacha Karoi, 0783 132 018 – 1. inokuma, 2. inohukura, 3. inodzvova, 4. anochema, 5. rinokukuridza, 6. inokekedza, 7. inoshita

* * *

ZVEKUITA:

Doma chisiri chepo apa:

  1. Munyemba, muboora, madora, munyevhe, mutsunga
  2. Nhoro, hwai, ngwarati, mhembwe, bimha
  3. Huku, gora, hwata, gondo, hurekure
  4. Mutohwe, mutsubvu, musasa, mutamba, muroro
  5. Zviyo, chibage, tsenza, mapfunde, mupunga

* * *

Onai mhinduro svondo rinouya.

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

* * *

Mhinduro svondo rinouya.

. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey