CHISHONA CHAKANAKA

22 Feb, 2019 - 00:02 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected] kana [email protected]. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

Zadzisa makashama nenyaudzosingwi yakakodzera pane dziri pazasi:

tsve, tumbi, cheu, nyahwa-nyahwa, bheu,

Tsuro akati (cheu) akaona pasina munhu. Akati (nyahwa-nyahwa) achienda pamba paGudo. Akasvika pamusiwo akati (tumbi) kumira. Mushure mekanguva akazoti musiwo (bheu) ndiye (tsve) nhava yaakanga akatakura.

* * *

ZVAKABVA KUVAVERENGI:

Graduate Chimunda, Green Valley, Epworth – 1. cheu; 2. nyahwa-nyahwa; 3. tumbi; 4. tsve; 5. bheu

* * *

Ashely Taruvinga, Murewa Centre – 1. tumbi; 2. nyahwa nyahwa; 3. cheu; 4. bheu; 5. tsvee.

* * *

Munyaradzi Chivero, Chiweshe – 1. cheu; 2. nyahwa-nyahwa; 3. tumbi; 4. tsve; 5. bheu.

* * *

Wish, Wish College of Karate, Unit H, Chitungwiza – 1. cheu; 2. nyahwa-nyahwa; 3. tumbi; 4. bheu; 5. tsve.

* * *

0779 970 – 1. cheu; 2. nyahwa; 3. tumbi; 4.  bheu; 5. tsve.

* * *

Believemore Chengeta, Vic Rank, Masvingo, 0785 663 407 – 1. gudo; 2.  inzwimbo yakapiswa.

* * *

Pfachapfacha, Karoi 0783 132 018 – 1. cheu; 2. nyahwa-nyahwa; 3. tumbi; 4. bheu; 5. tsve.

* * *

Sithulisiwe Ncube, Kwekwe – 1. cheu; 2. nyahwa; 3. tumbi; 4. bheu; 5. tsve.

* * *

Tawanda Chitare, Mutare Dangamvura – Matsito matema anoita kana sango rikatsva.

* * *

Rumbidzai Mandikwaza, Grade 7, Fitchlea Primary School, Kwekwe – 1. cheu; 2. nyahwa-nyahwa; 3. tumbi; 4. bheu; 5. tsve.

* * *

Stuart Baba Forgive, Budiriro – 1. cheu; 2. nyahwa; 3. tumbi; 4. bheu; 5. tsve.

* * *

Chidzambwa Bhule, Kingsdale, Norton – 1. cheu; 2. nyahwa nyahwa; 3. tumbi; 4. bheu; 5. tsve.

* * *

Stuart Baba Forgive, Budiriro – Rutsva rwunowanikwa kana sango richinge ratsva.

* * *

Angeline Magwera, Harare high School, 0782 284 284 –1. cheu; 2. nyahwa nyahwa; 3. tumbi; 4. bheu; 5. tsve.

* * *

ZVEKUITA:

Ronga mavara ari pazasi neakakodzera kuti areve chinhu:

madora, tsenza, chibage, nzungu, zviyo

 

  1. Tanhaura . . .
  2. Wurutsa . . .
  3. Svina . . .
  4. Para . . .
  5. Furura . . .

* * *

Onai mhinduro svondo rinouya.

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links