CHISHONA CHAKANAKA

15 Mar, 2019 - 00:03 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected] <mailto:[email protected]> kana [email protected] <mailto:[email protected]>. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.
* * *
MHINDURO DZESVONDO RAPERA:
1. Chibage chakakangwa kana kuputitswa chinonzi chii? (maputi/mhandire)
2. Chibage chisina kubereka, chinongori shanga chete chinonzi chii? (mhanje)
3. Tsanga dzechibage chakaomeswa dzinofashaidzwa dzodyiwa dzinonzi chii? (mangai)
4. Chibage chinyoro chekupedzisira kana chakapedzisira kudyarwa (munyorondega)
5. Chinosara kana tsanga dzechibage dzatokonorwa chinonzi chii? (guri/gurinhwa)
* * *
ZVAKABVA KUVAVERENGI:
Tafadzwa Ngandu, Mudavanhu Junior School, Mvurwi – 1. maputi; 2. gunde; 3. mangai; 4. munyorondoga; 5. gurinhwa
* * *
Francis Chikaonda, East View – Kuchimbidza.
* * *
0717 497 802 – Matowo idehwe kana kuti ganda remhuka dzakaita mombe nedzimwewo.
* * *
Tom Lawrence, Mainway, Waterfalls – Matowo iganda/dehwe.
* * *
Lawrence Tom, Mainway, Waterfalls – 1. bwire; 2. bwire; 3. mangai; 4. mutokoti; 5. chiguri.
* * *
Kudzi Mambo, Overspill – 1. rupiza; 2. nhopi; 3. chimukuyu; 4. maputi; 5. ruomba; 6. mutuwi
Tadiswa Phiri, Kuwadzana 1 Primary School – 1. mhandire; 2 .tsvimborume; 3. mumhare; 4. muyorondega; 5. chiguri
* * *
Loice Mangwiro, Glen View 5 Primary – 1. maputi; 2. madede; 3. mangai; 4. munyorondega; 5. muguri.
* * *
Tanisha Ndawana, Mberi Pry School, Zengeza – 1. mhandire/maputi; 2. chizhezhere; 3. mumhare; 4. munyorondega; 5. chiguri.
* * *
0784 800 873 – 1. rupiza; 2. nhopi; 3. chimukuyu; 4. mhandire; 5. cream; 6. mutuwi
* * *
Nyamande S. C.M.E.D, Mt Darwin – 1. ?; 2. nhopi; 3. chimukuyu; 4. maputi; 5. ruwomba; 6. mutuwi.
* * *
Angeline Magwera, 0739 890 451 – 1. maputi; 2. gunde; 3. mumhare; 4. munyorondoga; 5. chiguri
* * *
Angeline Magwera, 0739 890 451 – Kukasika rimwe izwi rinoreva kukurumidza.
0779 288 789 – 1. rupiza; 2. nhopi; 3. mukuyu; 4. maputi; 5. kirimu; 6. mutivi or mutuwi
* * *
0772 808 224 – Izwi rinoreva kukurumidza ndichimbichimbi.
* * *
Daisy Kapere, 0771 761 091 – Rimwe izwi rinoreva kukurumidza ndikukasika.
* * *
Tadiswa Phiri, Kuwadzana 1 Primary School – 1. mhandire; 2. tsvimborume; 3. mumhare; 4. munyorondega; 5. chiguri
* * *
Brighton Muzeza, Mverechena paZhinji Bottle Store – Izwi rinoreva kukurumdza ndikukasika.
* * *
0771 107 544 – Kukurumidza kukasika.
* * *
Chids Tapererwa, Jardim Farm – Kukasika.
* * *
0773 385 007 – 1. rupiza; 2. nhopi; 3. chimukuyu; 4. maputi; 5. cream; 6. mutuvi
* * *

Onai mhinduro svondo rinouya.
Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links