CHISHONA CHAKANAKA

17 Apr, 2019 - 13:04 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected] kana [email protected]. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.
* * *
MHINDURO DZESVONDO RAPERA:
Zadzisa mitsara iyi uchivaka mazwi anoreva chinhu kubva pamavara akapihwa. Semuenzaniso:
Mwana wembombe – mruhu (mhuru)
1. Usavi hunorera – eeerrd (derere)
2. Ikakupinda mumaziso unovaviwa – iriripmhi (mhiripiri)
3. Mwana wemhuka inochengetwa pamusha – arichimbodh (chidharimbo)
4. Mumwe wevakadzi vari pabarika – neyadchi (nyachide)
5. Rinosvutwa nemumhuno – tbeu (bute)
* * *
ZVAKABVA KUVAVERENGI:
Lee Selaz – 1. furiramudenga; 2. bhiza; 3. dindingwe; 4. gudo; 5. kamba; 6. ngwena
* * *
Charity Bingwani, Grade 6 Blue, Jonas Primary School, Seke, Chitungwiza – 1. derere; 2. mhiripiri; 3. chidhombori; 4. nyachide; 5. bute
* * *
Boss Danger, Hopley Zone 6 – 1. derere; 2. mhiripiri; 3. chidhombori; 4. nyachide; 5. bute
* * *
Michael Muzembi, Masvingo – Muswe (chikwishu).
* * *
Grace M. Sibanda, Budiriro 5B – 1. derere; 2. mhiripiri; 3. chidharimbo; 4. nyachide; 5. bute.
* * *
Godwin Stephan, Chimbumu, Guruve – Mbereko.
* * *
0782 711 234 – Muzvere munhu achangozvara.
* * *
Munenyasha Kawodza, Chizanga Primary School, Mutoko – 1. derere; 2. mhiripiri; 3. chidharimbo; 4. nyachide; 5. bute.
* * *
C. Chikove, Shurugwi – 1. derere; 2. mhiripiri; 3. chidharimbo; 4. nyachide; 5. bute.
* * *
Brendon Chendekale, Form 1, St Eric High School – 1. derere; 2. mhiripiri; 3. chidharimbo; 4. nyachide; 5. bute.
* * *
Rufaro Gumbochuma, Seke Mhuriimwe, Chitungwiza – 1. derere; 2. mhiripiri; 3. ?; 4. nyachide; 5. bute.
* * *
0775 125 529 – 1. bute; 2. derere; 3. mhiripiri; 4. nyachide.
* * *
0715 200 833 – mukadzi – muzvere; chimhini – chigwishu
* * *
0782 558 870 –1. derere; 2. mhiripiri; 3. chidharimbo; 4. nyachide; 5. bute.
* * *
Mishel Kudzai Mambo, Grade 6, Epworth –1. derere ;2. mhiripiri; 3. chimbodhari; 4. nyachide; 5. bute.
ZVEKUITA:
Tipe rimwe zita rinoreva zvakafanana neiri:
1. mukova –
2. kweva –
3. mapfeka –
4. maranga –
5. mavato –
* * *
Onai mhinduro svondo rinouya.
. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey